1 Makoronike 1

Zvinyorwa zvenhoroondo kubva kuna Adhamu kusvika kuna Abhurahama Kusvika kuvanakomana vaNoa 1 Adhamu, Seti, Enoshi, 2 Kenani, Maharareri, Jaredhi, 3 Inoki, Metusera, Rameki, Noa. 4 Vanakomana vaNoa vaiva: Shemu, Hamu,…

1 Makoronike 2

Vanakomana vaIsraeri 1 Ava ndivo vaiva vanakomana vaIsraeri: Rubheni, Simeoni, Revhi, Judha, Isakari, Zebhuruni, 2 Dhani, Josefa, Benjamini, Nafutari, Gadhi naAsheri. Judha Kuvanakomana vaHezironi 3 Vanakomana vaJudha vaiva: Eri, Onani…

1 Makoronike 3

Vanakomana vaDhavhidhi 1 Ava ndivo vanakomana vaDhavhidhi vaakaberekerwa ari kuHebhuroni: Dangwe rake rainzi Amunoni mwanakomana waAhinoami weJezireeri. Wechipiri ainzi Dhanieri, mwanakomana waAbhigairi weKarimeri; 2 wechitatu, Abhusaromu mwanakomana waMaaka mwanasikana waTarimai…

1 Makoronike 4

Dzimwe Dzimba dzaJudha 1 Zvizvarwa zvaJudha zvaiva: Perezi, Hezironi, Karimi, Huri naShobhari. 2 Reaya mwanakomana waShobhari aiva baba vaJahati, uye Jahati ari baba vaAhumai naRahadhi. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzavaZorati….

1 Makoronike 5

Rubheni 1 Vanakomana vaRubheni dangwe raIsraeri. (Ndiye aiva dangwe, asi paakasvibisa nhoo yewaniso yababa vake, kodzero dzoudangwe hwake dzakapiwa kuvanakomana vaJosefa mwanakomana waIsraeri; saka haana kuzoverengerwawo munhoroondo dzamadzitateguru ake maererano…

1 Makoronike 6

Revhi 1 Vanakomana vaRevhi vaiva Gerishoni, Kohati naMerari. 2 Vanakomana vaKohati vaiva: Amiramu, Izhari, Hebhuroni naUzieri. 3 Vana vaAmiramu vaiva: Aroni, Mozisi naMiriamu. Vanakomana vaAroni vaiva: Nadhabhi, Abhihu, Ereazari naItamari….

1 Makoronike 7

Isakari 1 Vanakomana vaIsakari vaiva: Tora, Puwa, Jashubhi, naShimironi; vose vaiva vana. 2 Vanakomana vaTora vaiva: Uzi, Refaya, Jerieri, Jamai, Ibhisami naSamueri, vakuru vedzimba dzavo. Pamazuva okutonga kwaDhavhidhi, zvizvarwa zvaTora…

1 Makoronike 8

Nhoroondo yaSauro muBhenjamini 1 Benjamini aiva baba vaBhera dangwe rake, Ashibheri mwanakomana wechipiri, Ahara wechitatu, 2 Noha wechina naRafa wechishanu. 3 Vanakomana vaBhera vaiva: Adha, Gera, Abhihudhi, 4 Abhishua, Naamani…

1 Makoronike 9

1 VaIsraeri vose vakanyorwa munhoroondo dzakanyorwa mubhuku ramadzimambo eIsraeri. Vanhu vaigara muJerusarema VaJudha vakatapwa vakaendeswa kuBhabhironi nokuda kwokusatendeka kwavo. 2 Zvino vakatanga kugara panyika yavo mumaguta avo vaiva vamwe vaIsraeri,…

1 Makoronike 10

Sauro anozviuraya 1 Zvino vaFiristia vakarwisa vaIsraeri; vaIsraeri vakatiza pamberi pavo, vazhinji vakaurayiwa paGomo reGiribhoa. 2 VaFiristia vakatevera Sauro navanakomana vake kwazvo uyezve vakauraya vanakomana vake Jonatani, Abhinadhabhi naMariki-Shua. 3…