Mateo 19

Kurambana 1 Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda kudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani. 2 Vanhu vazhinji zhinji vakamutevera uye akavaporesa ikoko. 3 Vamwe vaFarisi vakauya kwaari kuzomuedza. Vakamubvunza…

Mateo 20

Mufananidzo waVashandi muMunda weMizambiringa 1 “Nokuti umambo hwokudenga hwakafanana nomuridzi womunda akabuda mangwananingwanani kundotsvaka vanhu vokuti vazoshanda mumunda wake wemizambiringa. 2 Akabvumirana navo kuti aizovapa dhinari pazuva, ndokubva avaendesa mumunda…

Mateo 21

Jesu anogamuchirwa muJerusarema 1 Vakati voswedera kuJerusarema uye vasvika muBhetifage pagomo reMiorivhi, Jesu akatuma vadzidzi vaviri, 2 achiti kwavari, “Endai kumusha wamakatarisana nawo uye imomo muchaona mbongoro yakasungirirwa pamwe chete…

Mateo 22

Mufananidzo woMutambo weSvitsa 1 Jesu akataurazve kwavari nemifananidzo achiti, 2 “Umambo hwokudenga hwakafanana namambo akagadzirira mwanakomana wake mutambo wesvitsa. 3 Akatuma varanda vake kuna avo vainge vakakokwa kumutambo kuti vachiuya,…

Mateo 23

Jesu anotuka Vanyori nevaFarisi 1 Ipapo Jesu akataura kuvanhu vazhinji nokuvadzidzi vake achiti, 2 “Vadzidzisi vomurayiro navaFarisi vagere pachigaro chaMozisi. 3 Saka munofanira kuvateerera muite zvinhu zvose zvavanokuudzai. Asi musaita…

Mateo 24

Zviratidzo zvaMazuva Okupedzisira 1 Jesu akabuda mutemberi, uye paakanga achifamba kudaro, vadzidzi vake vakaswedera kwaari vakamuratidza dzimba dzetemberi. 2 Iye akati kwavari, “Muri kuona zvinhu izvi zvose here? Ndinokuudzai chokwadi…

Mateo 25

Mufananidzo waVasikana Gumi 1 “Panguva iyoyo umambo hwokudenga huchange hwakafanana navasikana gumi, vakatora mwenje yavo vakabuda kundochingamidza chikomba. 2 Vashanu vavo vakanga vari mapenzi uye vashanu vavo vakanga vakachenjera. 3…

Mateo 26

Vanorangana kuuraya Jesu 1 Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi zvose, akati kuvadzidzi vake, 2 “Sezvamunoziva, Pasika yasarirwa namazuva maviri kuti isvike, Mwanakomana woMunhu achaendeswa kuti andorovererwa pamuchinjikwa.” 3 Ipapo…

Mateo 27

Judhasi anozvisungirira 1 Mangwanani-ngwanani vaprista vose vakuru navakuru vavanhu vakabvumirana kuti Jesu aurayiwe. 2 Vakamusunga, vakaenda naye vakandomuisa kuna Pirato uyo aiva mubati. 3 Judhasi uya akanga amupandukira akati, aona…

Mateo 28

Kumuka kwaJesu 1 Mushure meSabata, ava mambakwedza nomusi wokutanga wevhiki, Maria Magadharena nomumwe Maria vakaenda kundoona guva. 2 Pakava nokudengenyeka kwenyika kukuru nokuti mutumwa waShe akabva kudenga akaenda paguva akasvikokungurutsa…