Maraki 3

1 “Tarirai, ndichatuma nhume yangu, uyo achagadzira nzira pamberi pangu. Ipapo Ishe wamunotsvaka, achasvika pakarepo patemberi yake; mutumwa wesungano, wamunoshuva, achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. 2 Asi ndiani angatsunga…

Maraki 4

Zuva raJehovha 1 “Zvirokwazvo zuva rinouya; richapisa sechoto. Vose vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava mashanga, uye zuva iro rinouya richavapisa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Hapana mudzi kana davi zvichasara. 2…

Mateo 1

Nhoroondo yaMadzitateguru aJesu 1 Iyi ndiyo nhoroondo yamadzitateguru aJesu Kristu mwanakomana waDhavhidhi, mwanakomana waAbhurahama: 2 Abhurahama aiva baba vaIsaka, Isaka baba vaJakobho, Jakhobho baba vaJudha namadzikoma ake, navanun’una vake, 3…

Mateo 2

Kushanya kwaVachenjeri 1 Mushure mokuberekwa kwaJesu muBheterehema reJudhea munguva yaMambo Herodhi, vachenjeri vaibva kumabvazuva vakasvika muJerusarema, 2 uye vakabvunza vakati, “Aripiko uyo achangoberekwa anova mambo wavaJudha? Takaona nyeredzi yake kumabvazuva,…

Mateo 3

Johani Mubhabhatidzi anogadzira nzira 1 Mumazuva iwayo Johani Mubhabhatidzi akauya achiparidza murenje reJudhea, 2 achiti, “Tendeukai, nokuti umambo hwokudenga hwava pedyo.” 3 Uyu ndiye akataurwa kubudikidza nomuprofita Isaya zvichinzi: “Inzwi…

Mateo 4

Kuedzwa kwaJesu 1 Ipapo Jesu akatungamirirwa naMweya Mutsvene kurenje kuti andoedzwa nadhiabhori. 2 Mushure mokunge atsanya kwamazuva makumi mana nousiku huna namakumi mana, akanzwa nzara. 3 Muedzi akauya kwaari akasvikoti,…

Mateo 5

Mharidzo yaJesu paGomo 1 Zvino akati aona vanhu vazhinji, akakwira mugomo uye akagara pasi. Vadzidzi vake vakauya kwaari, 2 uye akatanga kuvadzidzisa achiti: 3 “Vakaropafadzwa varombo pamweya, nokuti umambo hwokudenga…

Mateo 6

Kupa kuVarombo 1 “Chenjerai kuti murege kuita ‘mabasa enyu okururama’ pamberi pavanhu kuti muonekwe navo. Kana mukaita saizvozvo, hamuzovi nomubayiro kuna Baba venyu vari kudenga. 2 “Saka kana mopa kuna…

Mateo 7

Kutonga vamwe 1 “Usatonga kuti newewo urege kutongwa. 2 Nokuti nzira yaunotonga nayo vamwe ndiyo yauchatongwa nayo, uye chiero chaunoshandisa ndicho chichashandiswa kwauri. 3 “Unotarisirei kabanzu kari muziso rehama yako,…

Mateo 8

Murume aiva namaperembudzi 1 Akati aburuka kubva mugomo, vanhu vazhinji vakamutevera. 2 Mumwe murume aiva namaperembudzi akauya akasvikopfugama paari akati, “Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa.” 3 Jesu akatambanudza ruoko rwake…