Zekaria 7

Kururamisira neNgoni, kwete Kutsanya 1 Mugore rechina raMambo Dhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekaria pazuva rechina romwedzi wepfumbamwe, mumwedzi weKisirevhi. 2 Vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemi-Mereki, pamwe chete navanhu…

Zekaria 8

Jehovha anovimbisia kuropafadza Jerusarema 1 Shoko raJehovha Wamasimba Ose rakasvikazve kwandiri richiti: 2 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Ndine godo kwazvo pamusoro peZioni; ndiri kutsva negodo pamusoro paro.” 3 Zvanzi naJehovha,…

Zekaria 9

Kutongwa kwaVavengi veIsraeri 1 Shoko raJehovha rinorwisana nenyika yeHadhiraki uye richagara pamusoro peDhamasiko, nokuti meso avanhu naamarudzi ose eIsraeri ari pana Jehovha, 2 uye napamusoro peHamatiwo, rakaganhurana naro, uye napamusoro…

Zekaria 10

Jehovha achachengeta Judha 1 Kumbirai kuna Jehovha mvura yomunakamwe; Jehovha ndiye anogadzira makore edutu. Anonayisa mvura kuvanhu, uye anopa zvirimwa zveminda kuno mumwe nomumwe. 2 Zvifananidzo zvinotaura zvounyengeri, vavuki vanoona…

Zekaria 11

1 Zarura mikova yako, iwe Rebhanoni, kuti moto uparadze misidhari yako! 2 Ungudza, iwe muti womupaini, nokuti musidhari wawa, miti yakaisvonaka yaparadzwa! Ungudzai, imi miouki yeBhashani, nokuti dondo resango ratemwa!…

Zekaria 12

Vavengi veJerusarema vachaparadzwa Chirevo 1 Iri ndiro shoko raJehovha pamusoro peIsraeri. Jehovha, iye anotatamura matenga, anoteya nheyo dzenyika, uye anoumba mweya womunhu uri mukati make, anoti: 2 “Ndichaita kuti Jerusarema…

Zekaria 13

Kushambidzwa paZvivi 1 “Pazuva iro imba yaDhavhidhi navagari vomuJerusarema, vachadziurirwa chitubu kuti vanatswe kubva pachivi nokusachena. 2 “Pazuva iro, ndichabvisa mazita ezvifananidzo panyika, uye haangazorangarirwizve,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose!…

Zekaria 14

Jehovha anouya uye achabata ushe 1 Zuva raJehovha richauya zvawakapamba pazvichagoverwa pakati penyu. 2 Ndichaunganidza ndudzi dzose kuJerusarema kuti dzirwise; guta richatorwa, dzimba dzigopambwa, uye vakadzi vachachinyiwa. Hafu yeguta ichatapwa,…

Maraki 1

1 Chirevo: Shoko raJehovha kuna Israeri kubudikidza naMaraki. Jako bho ndakamuda, Esau ndakamuvenga 2 Jehovha anoti, “Ndakakudai.” Asi imi munobvunza muchiti, “Makatida seiko?” Jehovha anoti, “Ko, Esau akanga asiri mukoma…

Maraki 2

Vaprista vanoyambirwa 1 “Zvino yambiro iyi ndeyenyu, imi vaprista. 2 Kana imi musingateereri, uye kana musingakudzi zita rangu nomwoyo wenyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “ndichatuma kutukwa pamusoro penyu, uye…