Zefania 2

1 Unganai, unganai, imi rudzi runonyadzisa, 2 nguva dzakatarwa dzisati dzasvika uye zuva iroro risati rapfuura sehundi, kutsamwa kukuru kwaJehovha kusati kwauya pamusoro penyu, zuva rehasha dzaJehovha risati rauya pamusoro…

Zefania 3

Ramangwana reJerusarema 1 Rine nhamo guta ravamanikidzi, rakapanduka uye rikasvibiswa! 2 Harina warinoteerera, harigamuchiri kudzorwa. Harivimbi naJehovha, hariswederi pedyo naMwari waro. 3 Machinda aro ishumba dzinoomba, vatongi varo mapere amadekwana,…

Hagai 1

Vanhu vanokokwa kuti vazovaka Imba yaJehovha 1 Mugore rechipiri ramambo Dhariasi, pazuva rokutanga romwedzi wechitanhatu, shoko raJehovha rakasvika kubudikidza nomuprofita Hagai richienda kuna Zerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati weJudha, nokuna Joshua…

Hagai 2

Kubwinya kweImba Itsva kunovimbiswa 1 Pazuva ramakumi maviri nerimwe romwedzi wechinomwe, shoko raJehovha rakasvika nokuna muprofita Hagai richiti, 2 “Taura naZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati weJudha, kuna Joshua mwanakomana waJehozadhaki muprista…

Zekaria 1

Vanhu vanokurudzirwa kuti vadzokere kuna Jehovha 1 “Mumwedzi worusere wegore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia, mwanakomana waIdho richiti, 2 “Jehovha akatsamwira madzibaba enyu zvikuru. 3…

Zekaria 2

Murume ane Rwodzi Rwokuyeresa 1 Ipapo ndakasimudza meso angu, zvino hapo pamberi pangu paiva nomurume aiva nerwodzi rwokuyeresa muruoko rwake! 2 Ndakabvunza ndikati, “Uri kuendepiko?” Akandipindura achiti, “Kunoyera Jerusarema, kuti…

Zekaria 3

Nguo dzakachena dzoMuprista Mukuru 1 Ipapo akandiratidza Joshua muprista mukuru amire pamberi pomutumwa waJehovha, uye Satani amire kurudyi rwake kuti amupomere. 2 Jehovha akati kuna Satani, “Jehovha ngaakutuke iwe, Satani!…

Zekaria 4

Chigadziko chomwenje chegoridhe nemiti yemiorivhi miviri 1 Ipapo mutumwa akataura neni akauyazve kwandiri akandimutsa, somunhu anomutswa pahope dzake. 2 Akandibvunza achiti, “Unooneiko?” Ndakapindura ndikati, “Ndinoona chigadziko chomwenje chegoridhe rizere, chine…

Zekaria 5

Rugwaro Rwakapetwa Rwaibhururuka 1 Ndakatarisazve ndikaona, hapo pamberi pangu paiva norugwaro rwakapetwa rwaibhururuka! 2 Akandibvunza akati, “Unooneiko?” Ndakapindura ndikati, “Ndinoona rugwaro rwakapetwa rwuri kubhururuka, rwakareba makubhiti makumi maviria nokufara makubhiti…

Zekaria 6

Ngoro Ina 1 Ndakasimudzazve meso angu ndikaona, hapo pamberi pangu paiva nengoro ina dzaibuda kubva pakati pamakomo maviri, makomo endarira! 2 Ngoro yokutanga yakanga ine mabhiza matsvuku, yechipiri ine matema….