Ekisodho 28

Nguo dzoUprista 1 “Uite kuti Aroni mukoma wako pamwe chete navanakomana vake vanoti Nadhabhu naAbhihu, Ereazari naItamari vauyiswe kwandiri kubva pakati pavaIsraeri kuti vandishumire savaprista. 2 Uitire mukoma wako nguo…

Ekisodho 29

Kunatswa kwaVaprista 1 “Izvi ndizvo zvaunofanira kuita kuti uvanatse, kuti vandishumire savaprista: Utore hando duku namakondohwe maviri asina chaanopomerwa. 2 Uye ubike chingwa noupfu hwakatsetseka hwegorosi, husina mbiriso, uye ubike…

Ekisodho 30

Aritari yeZvinonhuwira 1 “Uite aritari yokupirisa zvinonhuwira namatanda omuakasia. 2 Inofanira kuenzana mativi ayo ose ari mana, yakareba kubhiti rimwe chetea uye kubhiti rimwe chete paupamhi, uye kukwirira kwayo makubhiti…

Ekisodho 31

Bhezareri naOhoriabhi 1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Tarira ndasarudza Bhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, 3 uye ndamuzadza noMweya waMwari, nouchenjeri, nokugona nokuziva mhando dzose dzoumhizha, 4…

Ekisodho 32

Mhuru yegoridhe 1 Vanhu vakati vaona kuti Mozisi akanga anonoka kwazvo kuburuka kubva mugomo, vakaungana pana Aroni uye vakati, “Uya, tiitire vamwari vachatitungamirira. Kana ari munhu uyu Mozisi akatibudisa muIjipiti,…

Ekisodho 33

1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Ibva panzvimbo ino, iwe navanhu vawakabudisa kubva muIjipiti uye ukwire kunyika yandakavimbisa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho ndichiti, ‘Ndichaipa kuzvizvarwa zvako.’ 2 Ndichatuma mutumwa…

Ekisodho 34

Mahwendefa matsva amabwe 1 Jehovha akati kuna Mozisi, “Veza matombo maviri amahwendefa akaita sokutanga, uye ndichanyora paari mashoko akanga ari pamahwendefa okutanga, awakaputsa. 2 Ugadzirire mangwanani, uye ipapo ugouya pamusoro…

Ekisodho 35

Mirayiro yeSabata 1 Mozisi akaunganidza ungano yose yavaIsraeri akati kwavari, “Izvi ndizvo zvinhu zvamakarayirwa naJehovha kuti muite: 2 Mubate basa, mazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe richava zuva dzvene kwamuri, Sabata…

Ekisodho 36

1 “Saka Bhezareri, Ohoriabhu uye nomunhu wose wounyanzvi apiwa unyanzvi naJehovha uye kugona kuziva maitirwo ebasa rokuvaka imba tsvene ngavaite basa sezvakarayirwa naJehovha.” 2 Ipapo Mozisi akadana Bhezareri naOhoriabhu uye…

Ekisodho 37

Areka 1 Bhezareri akaita areka yamatanda omuakasia, yakareba makubhiti maviri nehafua, kubhiti rimwe nehafub paupamhi, uye kubhiti rimwe chete nehafu pakukwirira. 2 Akaifukidza negoridhe rakaisvonaka, zvose mukati nokunze, uye akaita…