Joere 2

Hondo yeMhashu 1 Ridzai hwamanda muZioni; ridzai hwamanda yokuyambira vanhu muri pagomo rangu dzvene. Vanhu vose vagere munyika ngavadedere nokuti zuva raJehovha riri kuuya. Rava pedyo, 2 zuva rerima nokusuwa,…

Joere 3

Kutongwa kweNdudzi 1 “Mumazuva iwayo, napanguva iyoyo, kana ndichinge ndadzosa pfuma yeJudha neyeJerusarema, 2 ndichaunganidza ndudzi dzose ndigoenda nadzo kuMupata waJehoshafati. Ipapo ndichavatonga nokuda kwenhaka yangu, vanhu vangu vaIsraeri, nokuti…

Amosi 1

1 Mashoko aAmosi mumwe wavafudzi veTekoa, zvaakaona pamusoro peIsraeri makore maviri kudengenyeka kwenyika kusati kwaitika, Uzia paakanga ari mambo weJudha uye Jerobhoamu mwanakomana waJoashi ari mambo weIsraeri. 2 Akati, “Jehovha…

Amosi 2

1 Zvanzi naJehovha, “Nemhaka yezvivi zvitatu zvaMoabhu, kunyange zvina, handingadzori hasha dzangu. Nokuti akapisa, kuita madota, mapfupa amambo weEdhomu. 2 Ndichatuma moto pamusoro paMoabhu uchaparadza nhare dzeKerioti. Moabhu achawira pasi…

Amosi 3

Zvapupu zvinodaidzwa kuti zvizopomera Israeri mhosva 1 Inzwai shoko iri rakataurwa naJehovha pamusoro penyu, imi vanhu veIsraeri, pamusoro pemhuri yose yandakabudisa kubva muIjipiti: 2 “Ndimi moga vandakasarudza pamhuri dzose dzapanyika;…

Amosi 4

Israeri haina kudzokera kuna Mwari 1 Inzwai shoko iri, imi mhou dzeBhashani paGomo reSamaria, imi vakadzi vanodzvinyirira varombo uye vanopwanya vanoshayiwa muchiti kuvarume venyu, “Tiunzirei zvokunwa.” 2 Ishe Jehovha apika…

Amosi 5

Kuungudza nokudanidzira kuti vanhu vatendeuke 1 Inzwai shoko iri, imi imba yaIsraeri, kuchema uku kwandinoita pamusoro penyu: 2 “Yawira pasi Mhandara Israeri, haingazosimukizve, akasiyiwa ari oga munyika yake, pasina angamusimudza.”…

Amosi 6

Vane nhamo vakavarairwa 1 Mune nhamo imi makavarairwa muZioni, nemi munofunga kuti mugere pakasimba paGomo reSamaria, imi varume vanozivikanwa vorudzi rukuru, kunoenda vanhu veIsraeri! 2 Endai kuKarine mundoritarisa; muchibvapo moenda…

Amosi 7

Mhashu, Moto neRwodzi Rwokuyeresa 1 Izvi ndizvo zvandakaratidzwa naIshe Jehovha: Akanga achigadzirira chimokoto chemhashu mushure mokukohwewa kwomugove wamambo uye mumera wechipiri uchangobuda. 2 Dzakati dzapedza zvose zvaiva munyika, ndakadanidzira ndichiti,…

Amosi 8

Tswanda yemichero yakaibva 1 Izvi ndizvo zvandakaratidzwa naIshe Jehovha: tswanda ine michero yakaibva. 2 Akabvunza akati, “Unooneiko, Amosi?” Ndakapindura ndichiti, “Tswanda ine michero yakaibva.” Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Nguva yakwana…