Ezekieri 26

Chiprofita pamusoro peTire 1 Mugore regumi nerimwe, pazuva rokutanga romwedzi, shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, nokuda kwokuti Tire yakati kuJerusarema, ‘Toko waro! Suo rokundudzi raputsika, uye makonhi…

Ezekieri 27

Mariro pamusoro peTire 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, ita mariro pamusoro peTire. 3 Uti kuTire, riri pamusoro unopinda kugungwa, mushambadziri wavanhu vamarudzi ose pazviwi zvizhinji, “Zvanzi…

Ezekieri 28

Chiprofita pamusoro paMambo weTire 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, uti kumubati weTire, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, “ ‘Mukuzvikudza kwomwoyo wako iwe wakati, “Ini ndiri mwari; ndinogara pachigaro…

Ezekieri 29

Chiprofita pamusoro peIjipiti 1 Mugore regumi, mumwedzi wegumi pazuva regumi namaviri, shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako pamusoro paFaro mambo weIjipiti. 3 Taura kwaari kuti,…

Ezekieri 30

Kuungudza pamusoro peIjipiti 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, profita uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Ungudza uti, “Haiwa, zuva iro!” 3 Nokuti zuva rava pedyo, zuva raJehovha…

Ezekieri 31

Musidhari womuRebhanoni 1 Mugore regumi nerimwe, mumwedzi wechitatu pazuva rokutanga, shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, uti kuna Faro mambo weIjipiti navanhu vake vose: “ ‘Ndianiko angaenzaniswa newe…

Ezekieri 32

Mariro pamusoro paFaro 1 Mugore regumi namaviri, nomwedzi wegumi namaviri pazuva rokutanga, shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, itira Faro mambo weIjipiti mariro uti kwaari: “ ‘Iwe wakafanana…

Ezekieri 33

Ezekieri, Nharirire yaJehovha 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, taura kuvanhu venyika yako uti kwavari: kana ndikauyisa munondo pamusoro penyika, uye vanhu venyika iyo vakasarudza mumwe wavo…

Ezekieri 34

Vafudzi naMakwai 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, profita pamusoro pavafudzi vaIsraeri; profita uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Vane nhamo vafudzi vaIsraeri vanongova nehanya yokuzvifudza pachavo! Ko,…

Ezekieri 35

Chiprofita pamusoro peEdhomu 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako pamusoro peGomo reSeiri; uprofite pamusoro paro, 3 uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Ndine mhaka newe iwe…