Ezekieri 16
Kufananidzirwa kwokusatendeka kweJerusarema 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, tsiura Jerusarema pamwe chete nezvinyangadzo zvaro 3 uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha kuJerusarema: Madzitateguru ako nokwaakaberekerwa ndiko kunyika yeKenani;…