Ekisodho 18

Jeturo anoshanyira Mozisi 1 Zvino Jeturo, muprista weMidhiani uye ari tezvara waMozisi, akanzwa zvinhu zvose zvakaitirwa Mozisi naMwari uye nokuvanhu vake ivo vaIsraeri, uye kuti Jehovha akanga abudisa vaIsraeri sei…

Ekisodho 19

PaGomo reSinai 1 Mumwedzi wechitatu shure kwokunge vaIsraeri vabva kuIjipiti, pazuva racho iroro, vakasvika kuRenje reSinai. 2 Shure kwokusimuka kwavo kubva paRefidhimu, vakapinda muRenje reSinai, uye vaIsraeri vakadzika misasa imomo…

Ekisodho 20

Mirayiro Gumi 1 Uye Mwari akataura mashoko aya ose akati: 2 “Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva muIjipiti, munyika youranda. 3 “Usava navamwe vamwari kunze kwangu. 4 “Usazviitira mufananidzo wechinhu…

Ekisodho 21

1 “Iyi ndiyo mirayiro yaunofanira kumisa pamberi pavo: Varanda vechiHebheru 2 “Kana ukatenga muranda wechiHebheru, anofanira kukushandira kwamakore matanhatu. Asi mugore rechinomwe, anofanira kusunungurwa aende, asina chinhu chaanoripa. 3 Kana…

Ekisodho 22

Kudzivirirwa kweMidziyo kana Pfuma 1 “Kana munhu akaba nzombe kana gwai uye akauraya kana kutengesa anofanira kuripa mombe shanu nokuda kwenzombe uye makwai mana pagwai rimwe chete. 2 “Kana mbavha…

Ekisodho 23

Mirayiro yoKururamisira neyoKunzwira Ngoni 1 “Usaparadzira mashoko enhema. Usabatsira munhu akaipa nokuva chapupu chakaipa. 2 “Usatevedzera vanhu vazhinji pakuita zvakaipa. Paunopa umboo mudare redzimhosva, usaminamisa kururamisira uchienda kurutivi rworuzhinji, 3…

Ekisodho 24

Sungano inosimbiswa 1 Ipapo Iye akati kuna Mozisi, “Kwira kuna Jehovha, iwe naAroni, Nadhabhu naAbhihu, navakuru vavaIsraeri makumi manomwe. Munamate muri chinhambwe, 2 asi Mozisi oga ndiye anofanira kuswedera kuna…

Ekisodho 25

Zvipiriso zveTabhenakeri 1 Uye Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taurira vaIsraeri kuti vandivigire chipiriso. Unofanira kugamuchira chipiriso changu kubva kumunhu upi noupi anosundwa nomwoyo wake kuti ape. 3 Izvi ndizvo…

Ekisodho 26

Tabhenakeri 1 “Uite tabhenakeri namachira gumi omucheka wakarukwa wakaisvonaka, nowebhuruu, pepuru nomutsvuku, namakerubhi akasonerwa mairi nemhizha dzamabasa amaoko. 2 Machira ose anofanira kuva akaenzana, akareba makubhiti makumi maviri namaserea uye…

Ekisodho 27

Aritari yeZvipiriso Zvinopiswa 1 “Uvake aritari yamatanda omuakasia, makubhiti matatua pakukwirira kwayo; inofanira kuva namativi mana akaenzana, kureba kwayo makubhiti mashanub uye upamhi hwayo makubhiti mashanu. 2 Uite runyanga pamakona…