Jeremia 33

Chivimbiso choKudzoredzanisa 1 Shoko raJehovha rakasvika kechipiri kuna Jeremia panguva yaakanga akapfigirwa muruvazhe rwavarindi richiti, 2 “Zvanzi naJehovha, iye akaita nyika, naiye akaiumba nokuisimbisa, Jehovha ndiro zita rake, 3 ‘Danai…

Jeremia 34

Zedhekia anoyambirwa 1 Shoko iri rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha, panguva iyo Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi nehondo yake yose, noushe hwose hwapanyika hwaakanga akabata, navanhu vose, achirwa neJerusarema namaguta ose…

Jeremia 35

VaRekabhi vanorumbidzwa 1 Iri ndiro shoko rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha pamazuva okutonga kwaJehoyakimi, mwanakomana waJosia mambo weJudha, richiti, 2 “Enda kumhuri yavaRekabhi undovakoka kuti vauye mune rimwe kamuri…

Jeremia 36

Jehoyakimi anopisa Gwaro raJeremia 1 Mugore rechina raJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, shoko iri rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha, richiti, 2 “Tora rugwaro rwakapetwa unyoremo mashoko ose andakataura kwauri…

Jeremia 37

Jeremia anopfigirwa Mutorongo 1 Zedhekia mwanakomana waJosia akagadzwa kuva mambo weJudha naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi; iye akabata ushe panzvimbo yaJehoyakini mwanakomana waJehoyakimi. 2 Asi iye kana varanda vake kana vanhu venyika…

Jeremia 38

Jeremia anokandwa mugomba 1 Shefania mwanakomana waMatani naGedharia mwanakomana waPashuri mwanakomana waMarikija vakanzwa zvaitaurwa naJeremia kuvanhu vose paakati, 2 “Zvanzi naJehovha, ‘Ani naani achagara muguta rino achafa nomunondo, nenzara kana…

Jeremia 39

Kuwa kweJerusarema 1 Uku ndiko kutorwa kwakaitwa Jerusarema: Mugore rechipfumbamwe ramambo Zedhekia mambo weJudha, nomwedzi wegumi, Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akauya kuzorwisa Jerusarema nehondo yake yose ndokurikomba. 2 Zvino negore regumi…

Jeremia 40

Jeremia anosunungurwa 1 Shoko rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha mushure mokusunungurwa kwake paRama naNebhuzaradhani mukuru wavarindi. Akanga awana Jeremia akasungwa nengetani ari pakati pavatapwa vose vaibva Jerusarema neJudha avo…

Jeremia 41

1 Mumwedzi wechinomwe, Ishumaeri mwanakomana waNetania, mwanakomana waErishama, uyo akanga ari werudzi rwamambo, uye akanga ari mumwe wemachinda amambo, akauya ane varume gumi kuna Gedharia mwanakomana waAhikami, paMizipa. Vachiri kudya…

Jeremia 42

1 Ipapo vakuru vose vehondo, pamwe chete naJohanani mwanakomana waKarea naJezania mwanakomana waHoshaya, navanhu vose kubva kuvaduku kusvikira kuvakuru vakasvika, 2 kuna Jeremia muprofita vakati kwaari, “Tapota inzwai chikumbiro chedu…