Isaya 39
Nhume dzakabva kuBhabhironi 1 Panguva iyoyo Merodhaki-Bharadhani mwanakomana waBharadhani mambo weBhabhironi, akatumira matsamba nechipo kuna Hezekia, nokuti akanga anzwa nezvokurwara nokupora kwake. 2 Hezekia akagamuchira nhume nomufaro akavaratidza zvakanga zviri…