Isaya 29

Nhamo kuGuta raDhavhidhi 1 Une nhamo iwe Arieri, Arieri, guta raigara Dhavhidhi! Wedzera gore pagore; uye regai nguva dzemitambo yenyu dzirambe dziripo. 2 Kunyange zvakadaro, ndichakomba Arieri; pachava nokuchema nokuungudza,…

Isaya 30

Rune Nhamo Rudzi Rwakasindimara 1 “Vane nhamo vana vakasindimara,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuna avo vanoita urongwa husati huri hwangu, vanoita sungano, asi vasingaiti noMweya wangu, vachiunganidza chivi pamusoro pechivi; 2…

Isaya 31

Vane Nhamo Vanovimba neIjipiti 1 Vane nhamo avo vanoburukira kuIjipiti kundotsvaka rubatsiro, vanovimba namabhiza, vanovimba nokuwanda kwengoro dzavo uye nesimba guru ravatasvi vavo vamabhiza, asi vasingatariri kuMutsvene waIsraeri, kana kutsvaka…

Isaya 32

Umambo hwoKururama 1 Tarirai mambo achatonga nokururama, uye vatongi vachatonga nokururamisira. 2 Munhu mumwe nomumwe achafanana noutiziro kubva kumhepo, noutiziro kubva pakunaya kwemvura zhinji, sehova dzemvura mugwenga nomumvuri webwe guru…

Isaya 33

Kutambudzika noKubatsirwa 1 Une nhamo iwe, muparadzi, iyewe usati wamboparadzwa! Une nhamo iwe, mupanduki, iyewe usati wambopandukirwa! Paunorega kuparadza, iwe uchaparadzwa; paunorega kupandukira, iwe uchapandukirwa. 2 Haiwa Jehovha, tinzwirei tsitsi;…

Isaya 34

Kutongwa kweNdudzi 1 Swederai pedyo, imi marudzi avanhu, munzwe. Teererai, imi vanhu! Nyika ngainzwe, nezvose zviri mairi, pasi pose, nezvose zvinobudamo! 2 Jehovha akatsamwira marudzi ose; hasha dzake dziri pamusoro…

Isaya 35

Mufaro waVakadzikinurwa 1 Gwenga nenyika yakaoma zvichafara; sango richafara kwazvo uye richatumbuka; seruva, 2 richatumbuka; richafara zvikuru uye richapembera nomufaro. Mbiri yeRebhanoni ichapiwa kwariri, kunaka kweKarimeri neSharoni; vachaona kubwinya kwaJehovha,…

Isaya 36

Senakeribhi anovhundutsira Jerusarema 1 Mugore regumi namana rokutonga kwaMambo Hezekia, Senakeribhi mambo weAsiria akarwisa maguta ose akakomberedzwa aJudha akaapamba. 2 Ipapo mambo weAsiria akatuma mukuru wehondo yake nehondo huru achibva…

Isaya 37

Kusunungurwa kweJerusarema kunoprofitwa 1 Mambo Hezekia akati anzwa izvi, akabvarura nguo dzake akafuka masaga akapinda mutemberi yaJehovha. 2 Akatuma Eriakimu mutariri womuzinda wamambo, naShebhina munyori, navakuru vavaprista, vose vakapfeka masaga,…

Isaya 38

Kurwara kwaHezekia 1 Mumazuva iwayo Hezekia akarwara kusvikira oda kufa. Muprofita Isaya mwanakomana waAmozi akaenda kwaari akati, “Zvanzi naJehovha: Gadzirisa zveimba yako, nokuti uri kuzofa; hausi kuzopona.” 2 Hezekia akatendeukira…