Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 7

1 Dzakanaka sei tsoka dzako dzakapfekedzwa shangu, iwe mwanasikana womuchinda! Makumbo ako akanakisisa akaita sezvishongo, basa ramaoko emhizha. 2 Guvhu rako rakatenderera somukombe unogara uine waini yakasanganiswa zvakanaka. Chiuno chako…

Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 8

1 Dai chete wakanga uri sehanzvadzi kwandiri, akanwa pamazamu amai vangu! Ipapo kana ndaikuwana panze, ndaikutsvoda uye hapana aizondishora. 2 Ndaizokutora ndouya newe kumba kwamai vangu, ivo vakandidzidzisa. Ndaikupa waini…

Isaya 1

1 Chiratidzo chaIsaya mwanakomana waAmozi, chaakaona pamusoro peJudha neJerusarema pamazuva aUziya naJotamu, naAhazi naHezekia, madzimambo eJudha. Rudzi Runomukira 2 Inzwai imi matenga! Teerera iwe nyika! Nokuti Jehovha akataura achiti, “Ndakarera…

Isaya 2

Gomo raJehovha 1 Izvi ndizvo zvakaonekwa naIsaya mwanakomana waAmozi, pamusoro peJudha neJerusarema: 2 Mumazuva okupedzisira, gomo retemberi yaJehovha richasimbiswa, richava guru pakati pamakomo; richakwiridzirwa pamusoro pezvikomo, uye ndudzi dzose dzichamhanyira…

Isaya 3

Kutongwa pamusoro peJerusarema neJudha 1 Tarirai zvino, Ishe Jehovha Wamasimba Ose ava kuda kutora zvose rutsigiro nomudonzvo, kubva kuJerusarema neJudha; rutsigiro rwose rwezvokudya norutsigiro rwose rwemvura, 2 mhare nomurwi, mutongi…

Isaya 4

1 Pazuva iro vakadzi vanomwe vachabata murume mumwe vachiti, “Tichadya zvokudya zvedu nokuzvitsvakira zvokufuka; Tinongoda kudanwa nezita rako bedzi. Bvisa kunyadziswa kwedu!” Davi raJehovha 2 Pazuva iro, davi raJehovha richava…

Isaya 5

Rwiyo rwoMunda weMizambiringa 1 Ndichaimbira mudiwa wangu rwiyo pamusoro pomunda wake wemizambiringa: Mudiwa wangu akanga ane munda wake wemizambiringa, pachikomo chakaorera. 2 Akautimbira akabvisa mabwe akasimamo mazambiringa akaisvonaka. Akavaka shongwe…

Isaya 6

Kutumwa kwaIsaya 1 Mugore rakafa Mambo Uziya, ndakaona Ishe agere pachigaro choushe, chirefu chakakwirira uye mupendero wenguo dzake wakazadza temberi. 2 Kumusoro kwake kwaiva neserafimi, imwe neimwe yaiva namapapiro matanhatu:…

Isaya 7

Chiratidzo chaImanueri 1 Zvino Ahazi mwanakomana waJotamu, mwanakomana waUziya, paakanga ari mambo weJudha, Mambo Rezini weAramu naPeka mwanakomana waRamaria mambo weIsraeri vakauya kuzorwa neJerusarema, asi havana kugona kurikunda. 2 Zvino…

Isaya 8

Asiria, Shamhu yaJehovha 1 Jehovha akati kwandiri, “Tora hwendefa huru unyore pamusoro payo nechinyoreso: pamusoro paMaheri-Sharari-Hashi-Bhazi. 2 Ndichadana Uriya muprista naZekaria mwanakomana waJebherekia sezvapupu zvakatendeka kwandiri.” 3 Ipapo ndakaenda kumuprofitakadzi,…