Zvirevo 30
Zvirevo zvaAguri 1 Zvirevo zvaAguri mwanakomana waJake, shoko rake: Murume uyu akati kuna Itieri, kuna Itieri nokuna Ukari: 2 “Ndini munhu asingazivi zvikuru kwazvo pakati pavanhu; handina kunzwisisa kwomunhu. 3…
Zvirevo zvaAguri 1 Zvirevo zvaAguri mwanakomana waJake, shoko rake: Murume uyu akati kuna Itieri, kuna Itieri nokuna Ukari: 2 “Ndini munhu asingazivi zvikuru kwazvo pakati pavanhu; handina kunzwisisa kwomunhu. 3…
Zvirevo zvaMambo Remueri 1 Zvirevo zvaMambo Remueri, zvirevo zvaakadzidziswa namai vake: 2 “Nhaiwe mwanakomana wangu, iwe mwanakomana wokubereka, iwe mwanakomana wemhiko dzangu, 3 usapedzera simba rako pavakadzi, nenzira dzako pane…
Zvose hazvina maturo 1 Mashoko oMuparidzi, mwanakomana waDhavhidhi, mambo muJerusarema: 2 Zvanzi noMuparidzi, “Hazvina maturo! Hazvina maturo! Hazvina maturo chose! Zvose hazvina maturo.” 3 Munhu achawaneiko kubva pakushanda kwake kwose…
Kufara kuzhinji hakuna maturo 1 Ndakati mumwoyo mangu, “Uya zvino, ndichakuedza nomufaro kuti uzive chakanaka.” Asi naizvozviwo hazvina maturo. 2 Ndakati, “Kuseka upenzi, uyezve mafaro anobatsireiko?” 3 Ndakaedza kuzvifadza newaini,…
Chimwe nechimwe chine nguva yacho 1 Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho, uye basa rimwe nerimwe rine nguva yaro pasi pedenga: 2 nguva yokuberekwa nenguva yokufa, nguva yokusima nenguva yokudzura;…
Udzvinyiriri, Kutambura, noKusava Neshamwari 1 Ndakatarirazve ndikaona udzvinyiriri hwose hwaiitika pasi pezuva: Ndakaona misodzi yavanodzvinyirirwa, uye havana munyaradzi; simba raiva kudivi ravadzvinyiriri vavo, uye havana munyaradzi. 2 Ndakati vakafa, vakanguri…
Mira utye Mwari 1 Chenjerera rutsoka rwako kana uchienda kuimba yaMwari. Enda pedyo undonzwa pano kuti upe chibayiro chamapenzi, vasingazivi kuti vanoita zvakaipa. 2 Usakurumidza nomuromo wako, usakurumidza mumwoyo mako…
1 Ndakaona chimwe chinhu chakaipa pasi pezuva, uye chinoremedza vanhu zvikuru: 2 Mwari anopa munhu mari nezvinhu zvakawanda uye nokukudzwa, zvokuti haana chaangashayiwa pazvinhu zvinodiwa nomwoyo wake, asi Mwari haazomutenderi…
Uchenjeri 1 Zita rakanaka rinopfuura mafuta anonhuwira zvakanaka kwazvo, uye zuva rokufa rinopfuura zuva rokuzvarwa. 2 Zviri nani kuenda kuimba yokuchema pano kuenda kuimba yamabiko, nokuti rufu ndiwo mugumo womunhu…
1 Ndiani akafanana nomunhu akachenjera? Ndiani anoziva tsananguro yezvinhu? Uchenjeri hunobwinyisa chiso chomunhu uye hunoshandura kuomarara kwechiso. Teerera Mambo 2 Ndinoti, teerera murayiro wamambo, nokuti wakaita mhiko pamberi paMwari. 3…