Zvirevo 20
1 Waini museki uye doro mupopoti; ani naani anotsauswa nazvo haana kuchenjera. 2 Kutsamwa kwamambo kwakafanana nokuomba kweshumba; uyo anomutsamwisa anotadzira upenyu hwake. 3 Munhu achakudzwa kana akagara kure nokukakavara,…
1 Waini museki uye doro mupopoti; ani naani anotsauswa nazvo haana kuchenjera. 2 Kutsamwa kwamambo kwakafanana nokuomba kweshumba; uyo anomutsamwisa anotadzira upenyu hwake. 3 Munhu achakudzwa kana akagara kure nokukakavara,…
1 Mwoyo wamambo uri muruoko rwaJehovha; anouendesa kwaanoda sehova dzemvura. 2 Nzira dzose dzomunhu dzinoita sedzakarurama kwaari, asi Jehovha anoyera mwoyo. 3 Kuita zvakarurama nokururamisira zvinonyanya kufadza Jehovha kupfuura chibayiro….
1 Zita rakanaka rinodiwa kwazvo kupfuura pfuma zhinji; kuremekedzwa kuri nani pane sirivha kana goridhe. 2 Vapfumi navarombo vakafanana pachinhu ichi: Jehovha ndiye Musiki wavo vose. 3 Munhu akangwara anoona…
1 Kana ukagara pakudya pamwe chete nomubati, nyatsocherechedza zviri pamberi pako, 2 uise banga pahuro kana uri munhu wamadyo. 3 Usapanga zvokudya zvake zvinonaka nokuti zvokudya izvozvo zvinonyengera. 4 Usazvionza…
1 Usachiva vanhu vakaipa, usashuva kufamba navo; 2 nokuti mwoyo yavo inoronga kuita nechisimba, uye miromo yavo inotaura pamusoro pokuita mhirizhonga. 3 Nouchenjeri imba inovakwa, uye kubudikidza nokunzwisisa inosimbiswa; 4…
Zvimwe Zvirevo zvaSoromoni 1 Izvi ndizvo zvimwe zvirevo zvaSoromoni, zvakanyorwa namachinda aHezekia mambo weJudha: 2 Kukudzwa kwaMwari kuviga chinhu; kunzvera nyaya ndiko kukudzwa kwamadzimambo. 3 Sokukwirira kwakaita denga nokudzika kwakaita…
1 Sechando muzhizha kana mvura pakukohwa, rukudzo haruna kufanira kubenzi. 2 Sezvinoita kadhimba pakubhururuka kwako, kana nyenganyenga pakubhururuka kwayo somuseve, saizvozvowo kutuka pasina mhosva hakuna zvakunoita. 3 Tyava yakaitirwa bhiza,…
1 Usazvirumbidza pamusoro pezuva ramangwana, nokuti hauzivi zvingauyiswa nezuva. 2 Rega mumwe akurumbidze, kwete muromo wako; mumwe munhuwo zvake, kwete miromo yako iwe. 3 Ibwe rinorema uye jecha mutoro, asi…
1 Munhu akaipa anotiza kusina anomudzinganisa, asi vakarurama vakashinga seshumba. 2 Kana nyika ikapanduka, inova navatungumiri vakawanda, asi munhu anonzwisisa uye ane ruzivo anochengetedza runyararo. 3 Mubati anomanikidza varombo akaita…
1 Munhu anoramba akaomesa mutsipa wake mushure mokutsiurwa kazhinji achaparadzwa nokukurumidza, kusina chingamubatsira. 2 Kana vakarurama vachiwanda, vanhu vanofara; asi kana vakaipa vachitonga, vanhu vanogomera. 3 Munhu anoda uchenjeri anouyisa…