Mapisarema 150

1 Rumbidzai Jehovha. Rumbidzai Mwari munzvimbo yake tsvene; murumbidzei mumatenga esimba rake. 2 murumbidzei nokuda kwamabasa ake esimba; murumbidzei nokuda kwoukuru hwake hunokunda zvose. 3 Murumbidzei nenzwi rehwamanda, murumbidzei nembira…

Zvirevo 1

Mavambo: Chinangwa neDingindira 1 Zvirevo zvaSoromoni mwanakomana waDhavhidhi, mambo weIsraeri: 2 kuti uwane uchenjeri nokurayirwa; nokunzwisisa mashoko enjere; 3 kuti uve noupenyu hwokuzvibata hune uchenjeri uchiita zvakarurama nokururamisira uye nokuenzanisira;…

Zvirevo 2

Kunaka kwoUchenjeri 1 Mwanakomana wangu, kana ukagamuchira mashoko angu, ukachengeta mirayiro yangu mauri, 2 ukarerekera nzeve yako kuuchenjeri uye ukaisa mwoyo wako pakunzwisisa, 3 uye kana ukadanidzira kuti uwanze njere…

Zvirevo 3

Munhu ngaatye Jehovha, avimbe naye uye amuteerere 1 Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu, asi uchengete mirayiro yangu mumwoyo mako, 2 nokuti zvichawedzera makore mazhinji kuupenyu hwako, uye nokubudirira. 3 Rudo…

Zvirevo 4

Uchenjeri chinhu chikuru 1 Teererai, vanakomana vangu, kurayira kwababa venyu; nyatsoteererai mugowana kunzwisisa. 2 Ndinokupai dzidziso yakanaka, saka regai kurasa dzidziso yangu. 3 Pandakanga ndiri mukomana mumba mababa vangu, ndichiri…

Zvirevo 5

Yambiro pamusoro poUpombwe 1 Mwanakomana wangu, nyatsoteerera kuuchenjeri hwangu, teereresa kumashoko angu oungwaru, 2 kuti ugare wakachengeta kungwara uye kuti miromo yako ichengetedze zivo. 3 Nokuti miromo yomukadzi chifeve inodonha…

Zvirevo 6

Yambiro pamusoro poUpenzi 1 Mwanakomana wangu, kana uchinge waita rubatso kumuvakidzani wako, kana uchinge waita mhiko nokumbunda noruoko rwako kuno mumwe, 2 kana uchinge wasungwa nokuda kwezvawakataura, wabatwa namashoko omuromo…

Zvirevo 7

Yambiro pamusoro poMukadzi Chifeve 1 Mwanakomana wangu, chengeta mashoko angu ugoviga mirayiro yangu mauri. 2 Chengeta mirayiro yangu ugorarama; uchengete dzidziso dzangu semboni yeziso rako. 3 Uzvisungirire paminwe yako; uzvinyore…

Zvirevo 8

Kudana kwoUchenjeri 1 Ko, uchenjeri hahudanidziri here? Kunzwisisa hakusimudziri inzwi rako here? 2 Panzvimbo dzakakwirira panzira, pamharadzano dzenzira, ndipo pahumire; 3 parutivi rwamasuo okupinda muguta, pamikova, hunodanidzirisa huchiti, 4 “Kwamuri,…

Zvirevo 9

Kukoka kwoUchenjeri nekwoUpenzi 1 Uchenjeri hwakavaka imba yahwo; hwakaveza mbiru dzahwo nomwe. 2 Hwakabika nyama yahwo; uye hukavhenganisa waini yahwo; hwagadzirawo tafura yahwo. 3 Hwakatuma varandakadzi vahwo, uye hunodanhidzira kubva…