Mapisarema 140
Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndirwirei, imi Jehovha, pavanhu vakaipa; ndidzivirirei pavanhu vanoita nechisimba. 2 Ivo vanofunga urongwa hwakaipa mumwoyo yavo, uye vanomutsa hondo mazuva ose. 3 Vanorodza ndimi dzavo…
Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndirwirei, imi Jehovha, pavanhu vakaipa; ndidzivirirei pavanhu vanoita nechisimba. 2 Ivo vanofunga urongwa hwakaipa mumwoyo yavo, uye vanomutsa hondo mazuva ose. 3 Vanorodza ndimi dzavo…
Pisarema raDhavhidhi. 1 Haiwa Jehovha, ndinodana kwamuri; kurumidzai kuuya kwandiri. Inzwai inzwi rangu pandinodana kwamuri. 2 Munyengetero wangu ngauiswe pamberi penyu sezvinonhuwira; kusimudzwa kwamaoko angu ngakuite sechibayiro chamadekwana. 3 Isai…
Masikiri raDhavhidhi. Paakanga ari mubako. Munyengetero. 1 Ndinodanidzira nenzwi guru kuna Jehovha; ndinosimudzira inzwi rangu kuna Jehovha, kuti andinzwire nyasha. 2 Ndinodurura kugunun’una kwangu pamberi pake; ndinotaura nhamo dzangu pamberi…
Pisarema raDhavhidhi. 1 Haiwa Jehovha, inzwai munyengetero wangu, ndinzwirei nyasha pakuchema kwangu; uyai mundisunungure nokutendeka uye nokururama kwenyu. 2 Musauyisa muranda wenyu mukutongwa, nokuti hakuna mupenyu akarurama pamberi penyu. 3…
Pisarema raDhavhidhi. 1 Jehovha Dombo rangu ngaarumbidzwe, iye anodzidzisa maoko angu kurwa. 2 Ndiye Mwari anondida uye nhare yangu, shongwe yangu nomudzikinuri wangu, nenhoo yangu uye ndinovanda maari, iye anoisa…
Pisarema rokurumbidza, raDhavhidhi. 1 Ndichakukudzai, Mwari wangu Mambo; ndicharumbidza zita renyu nokusingaperi-peri. 2 Ndichakurumbidzai mazuva ose, uye ndichakudza zita renyu nokusingaperiperi. 3 Jehovha mukuru uye akafanira kurumbidzwa; ukuru hwake hahunganzverwi…
1 Rumbidza Jehovha. Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu. 2 Ndicharumbidza Jehovha mazuva ose oupenyu hwangu; ndichaimbira Mwari wangu nziyo dzokurumbidza ndichiri mupenyu. 3 Regai kuvimba namachinda, navanhu vanofa, vasingagoni kuponesa….
1 Rumbidzai Jehovha. Zvakanaka sei kuimbira Mwari wedu nziyo dzokurumbidza, zvinofadza uye zvakafanira sei kumurumbidza! 2 Jehovha anovaka Jerusarema; anounganidza vakadzingwa vaIsraeri. 3 Anoporesa vane mwoyo yakaputsika, uye anosunga maronda…
1 Rumbidzai Jehovha. Rumbidzai Jehovha kubva kumatenga, murumbidzei panzvimbo dzokumusoro-soro. 2 Murumbidzei, imi vatumwa vake vose, murumbidzei, imi hondo dzake dzose dzokudenga. 3 Murumbidzei, imi zuva nomwedzi, murumbidzei, imi nyeredzi…
1 Rumbidzai Jehovha. Imbirai Jehovha rwiyo rutsva, rumbidzo yake paungano yavatsvene. 2 Israeri ngavafarire Muiti wavo; vanhu veZioni ngavafarire Mambo wavo. 3 Ngavarumbidze zita rake vachitamba, uye vamuridzire nziyo namatambureni…