Mapisarema 110
Pisarema raDhavhidhi 1 Jehovha akati kuna She wangu, “Gara kuruoko rwangu rworudyi, kusvikira ndaita vavengi vako chitsiko chetsoka dzako.” 2 Jehovha achatambanudza tsvimbo yesimba rako kubva muZioni; uchatonga pakati pavavengi…
Pisarema raDhavhidhi 1 Jehovha akati kuna She wangu, “Gara kuruoko rwangu rworudyi, kusvikira ndaita vavengi vako chitsiko chetsoka dzako.” 2 Jehovha achatambanudza tsvimbo yesimba rako kubva muZioni; uchatonga pakati pavavengi…
1 Rumbidzai Jehovha. Ndicharumbidza Jehovha nomwoyo wangu wose, paungano yavakarurama napagungano. 2 Mabasa aJehovha makuru; anorangarirwa navose vanofara maari. 3 Mabasa ake ndeokukudzwa noumambo, uye kururama kwake kunogara nokusingaperi. 4…
1 Rumbidzai Jehovha. Akaropafadzwa munhu anotya Jehovha, anofarira mirayiro yake zvikuru. 2 Vana vake vachava nesimba panyika; zvizvarwa zvavakarurama zvicharopafadzwa. 3 Pfuma nezvakawanda zviri mumba make, uye kururama kwake kunogara…
1 Rumbidzai Jehovha. Rumbidzai, imi varanda vaJehovha, rumbidzai zita raJehovha. 2 Zita raJehovha ngarirumbidzwe, kubva zvino kusvikira narini. 3 Kubva pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro, zita raJehovha rinofanira kurumbidzwa. 4…
1 Israeri akati abuda muIjipiti, imba yaJakobho ichibva kurudzi runo mutauro wokumwe, 2 Judha akava imba tsvene yaMwari, Israeri ushe hwake. 3 Gungwa rakazviona rikatiza, Jorodhani rwakadzokera shure; 4 makomo…
1 Kwete kwatiri, Jehovha, kwete kwatiri, asi kukudzwa ngakupiwe kuzita renyu, nokuda kworudo rwenyu nokutendeka kwenyu. 2 Sei ndudzi dzichiti, “Mwari wavo aripiko?” 3 Mwari wedu ari kudenga; anoita zvose…
1 Ndinoda Jehovha, nokuti akanzwa inzwi rangu; akandinzwira tsitsi pakuchema kwangu. 2 Nokuti akarerekera nzeve yake kwandiri, ndichadana kwaari mazuva ose oupenyu hwangu. 3 Misungo yorufu yakandipinganidza, kurwadza kweguva kwakauya…
1 Rumbidzai Jehovha, imi ndudzi dzose; Mukudzei, imi marudzi ose. 2 Nokuti rudo rwake kwatiri rukuru, uye kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi. Rumbidzai Jehovha.
1 Vongai Jehovha, nokuti akanaka; rudo rwake runogara nokusingaperi. 2 Israeri ngaati, “Rudo rwake runogara nokusingaperi.” 3 Imba yaAroni ngaiti, “Rudo rwake runogara nokusingaperi.” 4 Avo vanotya Jehovha ngavati, “Rudo…
Arefi 1 Vakaropafadzwa avo vane nzira isina chaingapomerwa, vanofamba mumurayiro waJehovha. 2 Vakaropafadzwa avo vanochengeta zvaakatema, vanomutsvaka nomwoyo wavo wose. 3 Havaiti chinhu chakaipa; vanofamba munzira yake. 4 Imi makaisa…