Mapisarema 100
Pisarema rokuvonga. 1 Danidzirai nomufaro kuna Jehovha, imi nyika dzose. 2 Shumirai Jehovha nomufaro; uyai pamberi pake nenziyo dzomufaro. 3 Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari. Ndiye akatiita, uye tiri vake;…
Pisarema rokuvonga. 1 Danidzirai nomufaro kuna Jehovha, imi nyika dzose. 2 Shumirai Jehovha nomufaro; uyai pamberi pake nenziyo dzomufaro. 3 Zivai kuti Jehovha ndiye Mwari. Ndiye akatiita, uye tiri vake;…
Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndichaimba nezvorudo rwenyu nokururamisira kwenyu; kwamuri, imi Jehovha, ndichaimba nziyo dzokurumbidza. 2 Ndichangwarira kurarama upenyu husina chahungapomerwa. muchauya riniko kwandiri? Ndichafamba mumba mangu nomwoyo usina chaungapomerwa. 3…
Munyengetero womunhu anotambudzika. Paanenge aziya uye odurura kuchema kwake pamberi paJehovha. 1 Inzwai munyengetero wangu, imi Jehovha; kuchemera kwangu rubatsiro ngakusvike kwamuri. 2 Regai kundivanzira chiso chenyu pandinenge ndichitambudzika. Rerekerai…
Pisarema raDhavhidhi. 1 Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu; zvose zviri mukati mangu, ngazvirumbidze zita rake dzvene. 2 Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu, uye urege kukanganwa mikomborero yake, 3 iye anokanganwira…
1 Rumbidza Jehovha, mweya wangu. Haiwa Jehovha Mwari wangu, muri mukuru kwazvo; makashongedzwa nokubwinya noumambo. 2 Iye anozviputira muchiedza saanozviputira nenguo; anotatamura matenga kunge tende 3 uye anogadzika matanda edzimba…
1 Vongai Jehovha, danai kuzita rake; zivisai zvaakaita pakati pendudzi. 2 Muimbirei, muimbirei nziyo dzokurumbidza; rondedzerai mabasa ake ose anoshamisa. 3 Zvirumbidzei muzita rake dzvene; mwoyo yavanotsvaka Jehovha ngaifare. 4…
1 Rumbidzai Jehovha. Vongai Jehovha, nokuti akanaka; nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi. 2 Ndianiko angaparidza mabasa aJehovha esimba, kana kureva kurumbidzwa kwake kwose? 3 Vakaropafadzwa vanochengeta kururamisira, vanogara vachiita zvakarurama….
1 Vongai Jehovha, nokuti akanaka; rudo rwake runogara nokusingaperi. 2 Vakadzikinurwa naJehovha ngavadaro, vaakadzikinura muruoko rwomuvengi, 3 avo vaakaunganidza kubva panyika dzose, kubva kumabvazuva nokumavirira, nokumusoro nezasi. 4 Vamwe vakadzungaira…
Rwiyo. Pisarema raDhavhidhi. 1 Mwoyo wangu wakasimba, Mwari imi; ndichaimba uye ndichaimba zvakanaka nomwoyo wangu wose. 2 Muka iwe mutengeranwa nembira! Ndichamutsa mambakwedza. 3 Haiwa Jehovha ndichakurumbidzai pakati pendudzi; ndichaimba…
Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Haiwa Mwari, imi wandinorumbidza, regai kunyarara, 2 nokuti vanhu vakaipa vanonyengera vakandishamira miromo yavo; vakataura nhema pamusoro pangu nendimi dzavo. 3 Vakandikomba namashoko okuvenga; vanorwa…