Mapisarema 80

Kumutungamiri wokuimba nomuimbiro wa “Maruva amahapa esungano.” Pisarema raAsafi. 1 Tinzwei, imi Mufudzi weIsraeri, imi makatungamirira Josefa seboka ramakwai; iyemi munogara pachigaro choushe pakati pamakerubhi, penyai 2 pamberi peEfuremu, Bhenjamini…

Mapisarema 81

Kumutungamiri wokuimba. namaimbirwo egititi. Pisarema raAsafi. 1 Imbirai Mwari nomufaro iye simba redu; danidzirai kuna Mwari waJakobho! 2 Vambai rwiyo, muridze tambureni, ridzai mbira dzinonakidza nomutengeranwa. 3 Ridzai runyanga rwehwai…

Mapisarema 82

Pisarema raAsafi. 1 Mwari anogara paungano huru; anotonga pakati pa“vamwari” achiti, 2 “Muchasvika riniko muchirwira vasakarurama uye muchisanangura vanhu vakaipa?Sera 3 Tongai mhaka dzavasina simba nenherera; chengetedzai kodzero dzavarombo navakadzvinyirirwa….

Mapisarema 83

Rwiyo. Pisarema raAsafi. 1 Haiwa Mwari, regai kunyarara; musanyarara, imi Mwari, musati mwiro. 2 Tarirai kumutswa kwaitwa vavengi venyu, namasimudziro avaita misoro yavo. 3 Vakarangana nounyengeri pamusoro pavanhu venyu; vanorangana…

Mapisarema 84

Kumutungamiri wokuimba namaimbirwo egititi. Pisarema ravanakomana vaKora. 1 Ugaro hwenyu hwakanaka sei, imi Jehovha Wamasimba Ose! 2 Mweya wangu unopanga, kunyange kuziya chaiko, nokuda kwevanze dzaJehovha; mwoyo wangu nenyama yangu…

Mapisarema 85

Kumutungamiri wokuimba waVanakomana vaKora. Pisarema. 1 Makanzwira nyasha nyika yenyu, imi Jehovha; makadzosera Jakobho nhaka yake. 2 Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu, uye mukafukidza zvivi zvavo zvose.Sera 3 Makaisa parutivi hasha…

Mapisarema 86

Munyengetero waDhavhidhi. 1 Inzwai, imi Jehovha, uye mundipindure, nokuti ndiri murombo nomushayiwi. 2 Chengetai upenyu hwangu, nokuti ndakazvipa kwamuri. Muri Mwari wangu; ponesai muranda wenyu anovimba nemi. 3 Ndinzwirei ngoni,…

Mapisarema 87

Zvavanakomana vaKora. Pisarema. Rwiyo. 1 Akateya nheyo dzake pagomo dzvene; 2 Jehovha anoda masuo eZioni kupfuura pose panogara Jakobho. 3 Zvinhu zvakaisvonaka zvinotaurwa pamusoro pako, iwe guta raMwari:Sera 4 “Ndichanyora…

Mapisarema 88

Rwiyo. Pisarema ravanakomana vaKora. Kumutungamiri wokuimba namaimbiro emaharati reanoti. Masikiri raHemani muEzrahi. 1 Haiwa Jehovha, Mwari anondiponesa, ndakachema masikati nousiku pamberi penyu. 2 Munyengetero wangu ngausvike pamberi penyu; rerekerai nzeve…

Mapisarema 89

Masikiri raEtani muErahi. 1 Ndichaimba nezvorudo rukuru rwaJehovha nokusingaperi; ndichazivisa kutendeka kwenyu nomuromo wangu kumarudzi namarudzi. 2 Ndichaparidza kuti rudo rwenyu runomira rwakasimba nokusingaperi, uye kuti muchasimbisa kutendeka kwenyu kudenga…