Mapisarema 60

Kumutungamiri wokuimba nomuimbiro we“Ruva reMahapa reSungano.” Rwiyo rweMikitami rwaDhavhidhi. Rwokudzidzisa. Paakarwa neAramu Naharaimi neAramu Zobha, uye panguva yakadzoka Joabhu akaparadza zviuru gumi nezviviri zvavaEdhomu muMupata woMunyu. 1 Makatiramba, imi Mwari,…

Mapisarema 61

Kumutungamiri wokuimba, nomutengeranwa une hungiso. Pisarema raDhavhidhi. 1 Inzwai kuchema kwangu, imi Mwari; rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu. 2 Kubva kumigumo yenyika, ndinodanidzira kwamuri, ndinodana sezvo mwoyo wangu woziya; nditungamirirei…

Mapisarema 62

Kumutungamiri wokuimba, Jedhutuni. Pisarema raDavhidhi. 1 Mweya wangu unozorora muna Mwari oga; ruponeso rwangu runobva kwaari. 2 Iye oga ndiye dombo rangu noruponeso rwangu; ndiye nhare yangu, handingambozungunuswi. 3 Muchasvika…

Mapisarema 63

Pisarema raDhavhidhi paakanga ari murenje reJudha. 1 Haiwa Mwari, ndimi Mwari wangu, ndinokutsvakai nomwoyo wose; mwoyo wangu une nyota kwamuri, muviri wangu unokupangai, munyika yakaoma uye yasakara isina mvura. 2…

Mapisarema 64

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndinzweiwo, imi Mwari, pandinotaura chichemo changu; dzivirirai upenyu hwangu pakutyisidzira kwavavengi. 2 Ndivanzei pakurangana kwavakaipa, ndibve pazhowezhowe yeungano yavaiti vezvakaipa. 3 Vanorodza ndimi dzavo seminondo,…

Mapisarema 65

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. Rwiyo. 1 Kurumbidzwa kwakakumirirai, imi Mwari, muZioni; kwamuri mhiko dzedu dzichazadziswa. 2 Haiwa, imi munonzwa munyengetero, vanhu vose vachauya kwamuri. 3 Patakanga takafukidzwa nezvivi, makakanganwira kudarika…

Mapisarema 66

Kumutungamiri wokuimba. Rwiyo. Pisarema. 1 Danidzirai nomufaro kuna Mwari, imi nyika yose! 2 Imbirai mukurumbira wezita rake; murumbidze zvikuru kukudzwa kwake! 3 Muti kuna Mwari, “Mabasa enyu anotyisa sei! Simba…

Mapisarema 67

Kumutungamiri wokuimba nomutengeranwa une hungiso. Pisarema. Rwiyo. 1 Mwari ngaatinzwire tsitsi atiropafadze, uye apenyese chiso chake pamusoro pedu,Sera 2 kuti nzira dzenyu dzizivikanwe panyika, ruponeso rwenyu pakati pendudzi dzose. 3…

Mapisarema 68

Mutungamiri mukuru wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. Rwiyo. 1 Mwari ngaasimuke, vavengi vake ngavaparadzirwe; vavengi vake ngavatize pamberi pake. 2 Sokupeperetswa kunoitwa utsi nemhepo, saizvozvo vapeperetsei; sokunyauka kunoita namo pamberi pomoto, vakaipa…

Mapisarema 69

Kumutungamiri wokuimba namaimbirwo a“Maruva eMahapa.” Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndiponesei, imi Mwari, nokuti mvura zhinji yakwira kusvikira pamutsipa wangu. 2 Ndinonyura munhope yakadzika, pasina pangatsika makumbo angu. Ndapinda mumvura yakadzika; ndafukidzwa…