Mapisarema 40

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndakamirira Jehovha nomwoyo murefu; iye akatendeukira kwandiri akanzwa kuchema kwangu. 2 Akandibudisa mugomba rakadzika, kunze kwamatope netsvina; akamisa tsoka dzangu padombo akandipa nzvimbo yakasimba kuti…

Mapisarema 41

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Akaropafadzwa uyo ane hanya navasina simba; Jehovha anomurwira panguva dzokutambudzika. 2 Jehovha achamudzivirira uye achachengetedza upenyu hwake; achamuropafadza panyika uye haangamuisi kuchido chavavengi vake. 3…

Mapisarema 42

Kumutungamiri wokuimba. Rwiyo rweMasikiri rwaVanakomana vaKora. 1 Senondo inotakwairira hova dzemvura, saizvozvo mweya wangu unokutakwairirai, imi Mwari. 2 Mweya wangu une nyota kuna Mwari, nyota yaMwari mupenyu. Ndingaenda riniko kundosangana…

Mapisarema 43

1 Ndiruramisirei, imi Mwari, uye mundireverere mhaka yangu parudzi rusina Mwari; ndinunurei pavanhu vanonyengera navakaipa. 2 Ndimi Mwari nhare yangu. Mandirambireiko? Ndinofambireiko pose ndichichema ndichidzvinyirirwa navavengi? 3 Tumirai chiedza chenyu…

Mapisarema 44

Kumutungamiri wokuimba waVanakomana vaKora. Masikiri. 1 Haiwa Mwari, takanzwa nenzeve dzedu; madzibaba edu akatiudza zvamakaita pamazuva avo, pamazuva ekare. 2 Noruoko rwenyu makadzinga ndudzi uye mukasima madzibaba edu; makapwanya marudzi…

Mapisarema 45

Kumutungamiri wokuimba waVanakomana vaKora. Masikiri nomuimbirwo wa “Maruva aMahapa.” Rwiyo rwoMuchato. 1 Mwoyo wangu unobvongodzwa nedingindira rakanaka, pandinodetembera mambo ndima dzangu; rurimi rwangu chinyoreso chomunyori anogona. 2 Imi makanakisisa pavanhu…

Mapisarema 46

Kumutungamiri wokuimba waVanakomana vaKora. Namaimbirwo earamoti. Rwiyo. 1 Mwari ndiye utiziro hwedu nesimba redu, ndiye mubatsiri anogara aripo panguva yokutambudzika. 2 Naizvozvo hatizotyi, kunyange nyika ikashanduka, uye makomo akawira mukatikati…

Mapisarema 47

Kumutungamiri wokuimba waVanakomana vaKora. Pisarema. 1 Uchirai maoko, imi vanhu vose; pururudzai kuna Mwari nokudanidzira kwomufaro. 2 Jehovha Wokumusoro-soro anotyisa sei, iye Mambo mukuru pamusoro penyika yose! 3 Akaisa ndudzi…

Mapisarema 48

Rwiyo. Pisarema raVanakomana vaKora. 1 Jehovha mukuru, uye anofanira kurumbidzwa kwazvo, muguta raMwari wedu, mugomo rake dzvene. 2 Rakanaka pakukwirira kwaro, mufaro wenyika yose. Sokumusoro-soro kweZafoni, ndizvo zvakaita Gomo reZioni,…

Mapisarema 49

Kumutungamiri wokuimba, waVanakomana vaKora. Pisarema. 1 Inzwai izvi, imi vanhu mose; teererai imi mose mugere panyika, 2 vapasi navapamusoro, vapfumi navarombo pamwe chete. 3 Muromo wangu uchataura nouchenjeri; kutaura kunobva…