Mapisarema 30
Pisarema. Rwiyo rwokukumikidza temberi. Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndichakukudzai imi Jehovha, nokuti makandisimudza kubva pakadzika, uye hamuna kutendera vavengi vangu kuti vafare pamusoro pangu. 2 Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndakachemera rubatsiro…