Mapisarema 10

1 Munomirireiko kure, imi Jehovha? Munozvivanzireiko panguva yokutambudzika? 2 Pakuzvikudza kwake munhu akaipa anovhima vasina simba, vanobatwa namano okufunga kwake. 3 Anozvirumbidza pamusoro pezvinopangwa nomwoyo wake; anoropafadza vanokara uye anozvidza…

Mapisarema 11

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndinovanda muna Jehovha. Mungareva seiko kwandiri muchiti, “Tizira kugomo rako seshiri. 2 Nokuti tarira, vakaipa vanowembura uta hwavo; vanogadzirira miseve yavo parukungiso, kuti vapfure vari…

Mapisarema 12

Kumutungamiri wokuimba. Nesheminiti. Pisarema raDhavhidhi. 1 Batsirai, imi Jehovha, nokuti vanoda Mwari hapachina; vakatendeka vapera pakati pavanhu. 2 Mumwe nomumwe anorevera wokwake nhema; miromo yavo inobata kumeso nokutaura zvinonyengera. 3…

Mapisarema 13

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Kusvikira riniko, nhai Jehovha? Muchandikanganwa nokusingaperi here? Muchasvika riniko makandivanzira chiso chenyu? 2 Ndichaita mutsimba nepfungwa dzangu kusvikira riniko, uye ndine shungu mumwoyo mangu zuva…

Mapisarema 14

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Benzi rinoti mumwoyo maro, “Hakuna Mwari.” Vakaora, mabasa avo akashata; hakuna anoita zvakanaka. 2 Jehovha ari kudenga anotarira pasi pamusoro pavanakomana vavanhu, kuti aone kana…

Mapisarema 15

Pisarema raDhavhidhi. 1 Jehovha, ndiani angagara munzvimbo yenyu tsvene? 2 Iye anofamba asina chaanopomerwa uye anoita zvakarurama, anotaura chokwadi zvichibva pamwoyo wake, 3 uye asina makuhwa parurimi rwake, asingaitiri wokwake…

Mapisarema 16

Mikitami raDhavhidhi. 1 Ndichengetei zvakanaka, imi Mwari, nokuti ndinovanda mamuri. 2 Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; kunze kwenyu handina chinhu chakanaka.” 3 Kana vari vatsvene vari panyika, ndivo vakaisvonaka…

Mapisarema 17

Munyengetero waDhavhidhi. 1 Inzwai, imi Jehovha, mukumbiro wangu wakarurama; inzwai kuchema kwangu. Rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu, usingabvi pamiromo inonyengera. 2 Kururamiswa kwangu ngakubve kwamuri; meso enyu ngaaone zvakarurama. 3…

Mapisarema 18

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi muranda waJehovha. Akaimbira Jehovha mashoko orwiyo urwu paakarwirwa naJehovha kubva mumaoko avavengi vake vose nomuruoko rwaSauro. Akati: 1 Ndinokudai, imi Jehovha, simba rangu. 2 Jehovha ndiye…

Mapisarema 19

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Matenga anotaura kubwinya kwaMwari; matenga anoparidza mabasa amaoko ake. 2 Zuva nezuva anotaura; usiku nousiku anoratidza zivo. 3 Hakuna mutauro kana rurimi kusinganzwiki inzwi ravo….