Genesisi 38

Judha naTamari 1 Panguva iyoyo, Judha akabva kuhama dzake akaburuka akandogara nomurume wokuAdhurama ainzi Hira. 2 Ikoko Judha akasangana nomwanasikana womumwe murume muKenani ainzi Shua. Akamuwana uye akavata naye; 3…

Genesisi 39

Josefa noMukadzi waPotifa 1 Zvino Josefa akanga atorwa akaendeswa kuIjipiti. Potifa muIjipita uyo akanga ari mumwe wamachinda aFaro ari mukuru wavarindi, akamutenga kuvaIshumaeri avo vakanga vamuendesa ikoko. 2 Jehovha akanga…

Genesisi 40

Mudiri noMubiki 1 Shure kwaizvozvo, mudiri nomubiki wamambo weIjipiti vakatadzira tenzi wavo, mambo weIjipiti. 2 Faro akatsamwira varanda vake vaviri, mudiri mukuru nomubiki mukuru, 3 akaita kuti vachengetwe mumba yomukuru…

Genesisi 41

Kurota kwaFaro 1 Makore maviri azere akati apfuura, Faro akarota hope: Akanga amire paNairi. 2 Uye mhou nomwe dzakanga dzakanaka, dzakakora, dzakabuda murwizi dzikafura pakati petsanga. 3 Shure kwadzo, dzimwe…

Genesisi 42

Madzikoma aJosefa anoenda kuIjipiti 1 Jakobho akati anzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, akati kuvanakomana vake, “Seiko muchiramba makangotarisana?” 2 Akaenderera mberi akati, “Ndanzwa kuti kuIjipiti kune zviyo. Burukai muende ikoko…

Genesisi 43

Rwendo rwechipiri rwokuenda kuIjipiti 1 Zvino nzara yakanga ichakanyanya munyika. 2 Saka vakati vadya zviyo zvose zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokerai mundotitengera zvimwe zvokudya.” 3 Asi…

Genesisi 44

Mukombe weSirivha muSaga 1 Zvino Josefa akarayira mutariri weimba yake achiti, “Zadza masaga avarume ava nezvokudya zvakawanda zvavanokwanisa kutakura, uye uise mari yomumwe nomumwe mumuromo wesaga. 2 Ipapo ugoisa mukombe…

Genesisi 45

Josefa Anozvizivisa 1 Ipapo Josefa akanga asisagoni kuzvidzora pamberi pavashandiri vake vose, uye akadanidzira akati, “Munhu wose ngaabve pamberi pangu!” Saka pakanga pasisina mumwe munhu pana Josefa paakazvizivisa kuhama dzake….

Genesisi 46

Jakobho anoenda kuIjipiti 1 Saka Israeri akasimuka nezvose zvakanga zviri zvake, uye akati asvika kuBheerishebha, akapa zvibayiro kuna Mwari wababa vake Isaka. 2 Uye Mwari akataura kuna Israeri muchiratidzo usiku…

Genesisi 47

1 Josefa akaenda akandoudza Faro akati, “Baba vangu namadzikoma angu, pamwe chete nezvipfuwo zvavo uye nemombe dzavo nezvavo zvose, vauya vachibva kunyika yeKenani uye vava muGosheni zvino.” 2 Akasarudza vashanu…