Jobho 42

1 Ipapo Jobho akapindura kuna Jehovha akati: 2 “Ndinoziva kuti imi munogona kuita zvose; hapana urongwa hwenyu hungakoneswa. 3 Mabvunza kuti, ‘Ndianiko uyu anodzikatira zano rangu iye asina zivo?’ Zvirokwazvo…

Mapisarema 1

1 Akaropafadzwa munhu asingafambi panorangana vakaipa, asingamiri panzira yavatadzi, asingagari pachigaro chavadadi. 2 Asi anofarira murayiro waJehovha, uye anofungisisa murayiro wake masikati nousiku. 3 Akafanana nomuti wakasimwa pahova dzemvura, unobereka…

Mapisarema 2

1 Ndudzi dzinoitireiko bope? Uye vanhu vanorangarireiko zvisina maturo? 2 Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuti vazorwa naJehovha, uye kuti vazorwisa Muzodziwa Wake. 3 Vanoti, “Ngatidamburei ngetani…

Mapisarema 3

Pisarema raDhavhidhi. Panguva yaakatiza Abhusaromu mwanakomana wake. 1 Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vakawanda sei! Vakawanda sei vanondimukira! 2 Vazhinji vanoti kwandiri, “Mwari haangamudzikinuri.”Sera 3 Asi imi Jehovha, muri nhoo yakandipoteredza;…

Mapisarema 4

Kumutungamiri wenziyo nemitengeranwa. Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndipindurei pandinodana kwamuri, imi Mwari wangu akarurama. Ndisunungurei pakutambudzika kwangu; ndinzwirei ngoni uye munzwe munyengetero wangu. 2 Nhai imi vanhu, muchashandura kukudzwa kwangu kukava…

Mapisarema 5

Kumutungamiri wokuimba. Nenyere. Pisarema raDhavhidhi. 1 Rerekerai nzeve yenyu kumashoko angu, imi Jehovha. Rangarirai chikumbiro changu. 2 Teererai inzwi rokuchema kwangu, Mambo wangu naMwari wangu, nokuti ndinonyengetera kwamuri. 3 Mangwanani,…

Mapisarema 6

Kumutungamiri wokuimba nemitengeranwa. Sezvinoitwa kusheminiti. Pisarema raDhavhidhi. 1 Haiwa Jehovha, regai kundirayira pakutsamwa kwenyu, kana kundiranga muhasha dzenyu. 2 Ndinzwirei ngoni, Jehovha, nokuti ndava kuziya; haiwa Jehovha, ndiporesei, nokuti mapfupa…

Mapisarema 7

Rwiyo rwaDhavhidhi, rwaakaimbira Jehovha pamusoro paKushi, muBenjamini. 1 Haiwa Jehovha, Mwari wangu, ndinovanda mamuri; ndipone uye mundirwire pana vose vanondidzinganisa, 2 kuti varege kundibvambura seshumba nokundibvambura-bvambura pasina anondinunura. 3 Haiwa…

Mapisarema 8

Kumutungamiri wokuimba negititi. Pisarema raDhavhidhi. 1 Haiwa Jehovha, Ishe wedu, zita renyu rakaisvonaka sei panyika yose! Makaisa kubwinya kwenyu kudenga kumusoro. 2 Pamiromo yavana navacheche makaisa rumbidzo nokuda kwavavengi venyu,…

Mapisarema 9

Kumutungamiri wokuimba namaimbiro o“Kufa Kwomwanakomana.” Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndichakurumbidzai, imi Jehovha, nomwoyo wangu wose; ndichataura pamusoro pezvishamiso zvenyu zvose. 2 Ndichafara nokufarisisa mamuri; ndichaimbira zita renyu nziyo dzokurumbidza, imi Wokumusoro-soro….