Jobho 2

Kuedzwa kwaJobho kweChipiri 1 Rimwe zuvazve vatumwa vakauya kuzomira pamberi paJehovha, uye Satani akasvika pamwe chete navo kuti andomirawo pamberi pake. 2 Zvino Jehovha akati kuna Satani, “Wabvepiko?” Satani akapindura…

Jobho 3

Jobho anotaura 1 Shure kwaizvozvo, Jobho akashamisa muromo wake ndokutuka zuva rokuberekwa kwake. 2 Akati: 3 “Zuva rokuberekwa kwangu ngariparare, uye nousiku hwakanzi, ‘Kwaberekwa mwanakomana!’ 4 Zuva iroro ngarishanduke rive…

Jobho 4

Erifazi 1 Ipapo Erifazi muTemani akapindura achiti: 2 “Kana mumwe munhu akava neshoko newe, iwe uchashayiwa mwoyo murefu here? Asi ndiani angarega kutaura? 3 Funga kuti wakadzidzisa vazhinji sei, uye…

Jobho 5

1 “Chidana zvino kana uchida, asi ndianiko achadavira? Uchadzokera kuno upiko wavatsvene? 2 Kutsamwa kunouraya benzi, uye godo rinouraya asina mano. 3 Ini pachangu ndakaona benzi richidzika midzi, asi pakarepo…

Jobho 6

Jobho 1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Dai chete kurwadziwa kwangu kwaigona kuyerwa uye kusuwa kwangu kwaiiswa pachiyero! 3 Zvirokwazvo zvairema kupfuura jecha ramakungwa, hazvishamisi kana mashoko angu aiva okuvhurumuka….

Jobho 7

1 “Ko, munhu haabati zvakaoma panyika here? Ko, mazuva ake haana kuita soomushandi here? 2 Senhapwa inoshuva mimvuri yamadekwana, kana mubati akamirira kwazvo mubayiro wake, 3 saizvozvo ndakagoverwa mwedzi isina…

Jobho 8

Bhiridhadhi 1 Ipapo Bhiridhadhi muShuhi akapindura akati: 2 “Uchasvika riini uchitaura zvinhu zvakadai? Mashoko ako imhepo inovhuvhuta. 3 Ko, Mwari angaminamisa zvakarurama here? 4 Vana vako pavakamutadzira, akavapa kurangwa kwechivi…

Jobho 9

Jobho 1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Zvirokwazvo ndinoziva kuti ichokwadi. Asi munhu anofa angava akarurama pamberi paMwari seiko? 3 Kunyange dai mumwe aida kuita nharo naye, haaizogona kumupindura kamwe…

Jobho 10

1 “Ndinosema upenyu hwangu chaihwo, naizvozvo ndicharega kunyarara pakunyunyuta kwangu ndigotaura neshungu dzomwoyo wangu. 2 Ndichati kuna Mwari: Musandipa mhosva asi mundiudze mhaka yangu nemi. 3 Ko, kundimanikidza kunokufadzai, kuti…

Jobho 11

Zofari 1 Ipapo Zofari muNaamati akapindura akati: 2 “Mashoko aya ose haangapindurwi here? Ko, mutauri uyu anofanira kururamisirwa here? 3 Ko, kubvotomoka kwako kunganyaradza vanhu here? Ko, pangashaya anokutsiura paunenge…