Nehemia 5

Nehemia anobatsira Varombo 1 Zvino kwakava nokuchema kukuru kwavarume navakadzi vavo pamusoro pehama dzavo vaJudha. 2 Nokuti vamwe vakati, “Isu navanakomana navanasikana vedu tiri vazhinji; kuti tidye uye kuti tigorarama,…

Nehemia 6

Kuvaka patsva kunopikiswazve 1 Shoko rakati rasvika kuna Sanibharati, Tobhia naGeshemu muArabhia uye noruzhinji rwavavengi vedu kuti ndakanga ndavakazve rusvingo uye pakanga pasina chakanga chasara parwuri, kunyange panguva iyoyo ndakanga…

Nehemia 7

1 Mushure mokunge rusvingo rwavakwa uye ndaisa makonhi panzvimbo dzawo, varindi vemikova, vaimbi navaRevhi vakagadzwa. 2 Ndakagadza Hanani hama yangu kuti ave mutariri weJerusarema naHanania kuti ave mukuru wepanhare, nokuti…

Nehemia 8

Ezira anoverenga Murayiro 1 Zvino mwedzi wechinomwe wakati wasvika, uye vaIsraeri vagara mumaguta avo, vanhu vose vakaungana vakaita somunhu mumwe pachivara chakatarisana neSuo reMvura. Vakakumbira Ezira munyori kuti auye neBhuku…

Nehemia 9

VaIsraeri vanoreurura Zvivi Zvavo 1 Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi iwoyo, vaIsraeri vakaungana pamwe chete, vachizvinyima zvokudya vakapfeka masaga uye vaine guruva pamisoro yavo. 2 Avo vaiva zvizvarwa zvavaIsraeri vakazvitsaura…

Nehemia 10

1 Zvino avo vakaisa chisimbiso ndeava: Nehemia mubati, mwanakomana waHakaria, Zedhekia, 2 Seraya, Azaria, Jeremia, 3 Pashuri, Amaria, Marikia, 4 Hakushi, Shebhania, Maruki, 5 Harimu, Meremoti, Obhadhia, 6 Dhanieri, Ginetoni,…

Nehemia 11

Vagari veJerusarema Vatsva 1 Zvino vatungamiri vavanhu vakagara muJerusarema, uye vamwe vanhu vose vakakanda mijenya kuti vasarudze mumwe chete kubva mugumi roga roga kuti andogara muJerusarema, guta dzvene, kwozoti vapfumbamwe…

Nehemia 12

Vaprista navaRevhi 1 Zvino ava ndivo vaprista navaRevhi vakadzokera naZorubhabheri, mwanakomana waShearitieri naJeshua: Seraya, Jeremia, naEzira, 2 Amaria, Maruki, Hatushi, 3 Shekania, Rehumi, Meremoti, 4 Idho, Ginetoni, Abhija, 5 Mijamini…

Nehemia 13

Zvakashandurwa naNehemia pakupedzisira 1 Pazuva iroro Bhuku raMozisi rakaverengwa nenzwi guru vanhu vachizvinzwa uye zvakawanikwa zvakanyorwa kuti muAmoni nomuMoabhu havabvumirwi kupinda muungano yaMwari, 2 nokuti havana kundosangana navaIsraeri nezvokudya nemvura…

Esteri 1

1 Izvi ndizvo zvakaitika panguva yaZekisesi, uya Zekisesi akatonga nyika zana namakumi maviri nenomwe kubva kuIndia kusvika kuEtiopia: 2 Panguva iyo mambo Zekisesi akatonga ari pachigaro chake choumambo munhare yeShushani…