Ezira 5
Tsamba yaTatenai kuna Dhariasi 1 Zvino muprofita Hagai naZekaria muprofita, chizvarwa chaIdho, vakaprofita kuvaJudha vakanga vari muJudha muJerusarema, vakaprofita muzita raMwari waIsraeri, akanga ari pamusoro pavo. 2 Ipapo Zerubhabheri mwanakomana…