1 Madzimambo 17

Eria muTishibhi anopiwa kudya namakunguwo 1 Zvino Eria muTishibhi aigara muGireadhi, akati kuna Ahabhu, “NaJehovha, Mwari waIsraeri mupenyu, wandinoshumira, hakuchazovi nedova kana mvura inonaya mumakore ano kunze kwokutenge ndareva ini.”…

1 Madzimambo 18

Eria naObhadhia 1 Zvino mushure menguva huru, mugore rechitatu, shoko raJehovha rakauya kuna Eria richiti, “Enda undozviratidza kuna Ahabhu, uye ini ndichanayisa mvura panyika.” 2 Saka Eria akaenda kundozviratidza kuna…

1 Madzimambo 19

Eria anotizira kuHorebhi 1 Zvino Ahabhu akaudza Jezebheri zvose zvakanga zvaitwa naEria nokuuraya kwaakanga aita vaprofita vose nomunondo. 2 Ipapo Jezebheri akatuma nhume kuna Eria kundoti, “Vamwari ngavandirange, vanyanyise kudaro,…

1 Madzimambo 20

Bheni-hadhadhi anorwisa Samaria 1 Zvino Bheni-hadhadhi mambo weAramu akaunganidza varwi vake vose. Achibatsirwa namadzimambo makumi matatu namaviri vaine mabhiza avo nengoro, akaenda akakomba Samaria akarirwisa. 2 Akatuma nhume muguta kuna…

1 Madzimambo 21

Munda weMizambiringa waNabhoti 1 Kwapera nguva yakati, pane imwe nyaya yakaitika pamusoro pomunda wemizambiringa waNabhoti muJezireeri. Munda wemizambiringa uyu waiva muJezireeri, pedyo nomuzinda waAhabhu mambo weSamaria. 2 Ahabhu akati kuna…

1 Madzimambo 22

Mikaya anoprofita pamusoro paAhabhu 1 Kwamakore matatu pakati peAramu neIsraeri pakanga pasina hondo. 2 Asi mugore rechitatu, Jehoshafati mambo weJudha akaburuka zasi kundoona mambo weIsraeri. 3 Mambo weIsraeri akanga ati…

2 Madzimambo 1

Jehovha anotonga Ahazia 1 Mushure mokufa kwaAhabhu, vaMoabhu vakamukira Israeri. 2 Zvino Ahazia akanga awira pasi napawindo rekamuri reimba yake yapamusoro kuSamaria akakuvara. Saka akatuma nhume akati kwavari, “Endai mundobvunza…

2 Madzimambo 2

Eria anoenda kuDenga 1 Jehovha paakanga ava kuda kutora Eria nechinyamupupuri kuti amuendese kudenga, Eria naErisha vakanga vari munzira vachibva kuGirigari. 2 Eria akati kuna Erisha, “Gara pano, nokuti Jehovha…

2 Madzimambo 3

VaMoabhu vanomukira Joramu 1 Joramu, mwanakomana waAhabhu akava mambo weIsraeri muSamaria mugore regumi namasere raJehoshafati mambo weJudha, uye akatonga kwamakore gumi namaviri. 2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, asi haana kuita…

2 Madzimambo 4

Mafuta eChirikadzi 1 Zvino mukadzi womumwe murume weboka ravaprofita akadanidzira kuna Erisha akati, “Muranda wenyu, murume wangu, afa, uye munoziva kuti iye aitya Jehovha. Asi zvino uyo waakanga atorera chikwereti…