2 Samueri 21

VaGibheoni vanotsivirwa 1 Panguva yokutonga kwaDhavhidhi, kwakava nenzara makore matatu achiteverana; saka Dhavhidhi akatsvaka chiso chaJehovha. Jehovha akati, “Imhaka yaSauro neimba yake yeropa; imhaka yokuti akauraya vaGibheoni.” 2 Mambo akadana…

2 Samueri 22

Rwiyo rwaDhavhidhi Rwokurumbidza 1 Dhavhidhi akaimbira Jehovha mashoko orwiyo urwu paakarwirwa naJehovha kubva muruoko rwavavengi vake vose nomuruoko rwaSauro. 2 Akati: “Jehovha ndiye dombo rangu, nhare yangu uye mununuri wangu;…

2 Samueri 23

Mashoko Okupedzisira aDhavhidhi 1 Aya ndiwo mashoko okupedzisira aDhavhidhi: “Chirevo chaDhavhidhi mwanakomana waJese, Chirevo chomurume akasimudzirwa noWokumusoro-soro, murume akazodzwa naMwari waJakhobho, muimbi wenziyo waIsraeri: 2 “Mweya waJehovha wakataura kubudikidza neni;…

2 Samueri 24

Dhavhidhi anoverenga varume vokurwa 1 Kutsamwa kwaMwari kwakava pamusoro pavaIsraeri zvakare, uye akakurudzira Dhavhidhi achiti, “Enda undoverenga vaIsraeri navaJudha.” 2 Saka mambo akati kuna Joabhu navakuru vehondo vaiva naye, “Endai…

1 Madzimambo 1

Adhoniya anozvigadza Umambo 1 Mambo Dhavhidhi akanga akwegura, ava namakore mazhinji, asi akanga asingadziyirwi kunyange vaimufukidza namagumbeze. 2 Naizvozvo, varanda vake vakati kwaari, “Ngatitsvakirei mambo wedu mhandara kuti imushandire nokumuchengeta….

1 Madzimambo 2

Dhavhidhi anorayira Soromoni 1 Zvino nguva yokufa kwaDhavhidhi yakati yoswedera, akarayira Soromoni mwanakomana wake, 2 achiti, “Ndava pedyo nokuenda nenzira yenyika yose. Naizvozvo iva munhu akasimba, uve murume, 3 ucherechedze…

1 Madzimambo 3

Soromoni anokumbira Uchenjeri 1 Soromoni akaita ukama naFaro, mambo weIjipiti akawana mwanasikana wake. Akauya naye kuGuta raDhavhidhi kusvikira apedza kuvaka muzinda wake netemberi yaJehovha, norusvingo runopoteredza Jerusarema. 2 Asi, vanhu…

1 Madzimambo 4

Machinda aSoromoni 1 Saka Mambo Soromoni akanga ari mambo weIsraeri yose. 2 Ava ndivo vaiva machinda ake: Azaria mwanakomana waZadhoki aiva muprista; 3 Erihorefi naAhija, vanakomana vaShisha vaiva vanyori; Jehoshafati…

1 Madzimambo 5

Soromoni anogadzirira kuvaka Temberi 1 Hiramu mambo weTire akati anzwa kuti Soromoni akanga azodzwa kuti ave mambo panzvimbo yababa vake Dhavhidhi, akatuma nhume dzake kuna Soromoni, nokuti Hiramu akanga agara…

1 Madzimambo 6

Soromoni anovaka Temberi 1 Zvino mugore ramazana mana namakumi masere mushure mokubuda kwavaIsraeri munyika yeIjipiti, mugore rechina rokubata ushe kwaSoromoni pamusoro peIsraeri, mumwedzi waZivhi, unova mwedzi wechipiri, akatanga kuvaka temberi…