Genesisi 18
Vatumwa Vatatu 1 Jehovha akazviratidza kuna Abhurahama pedyo nemiti mikuru yeMamure panguva yaakanga agere pamukova wokupinda patende rake masikati zuva richipisa. 2 Abhurahama akasimudza meso ake ndokuona varume vatatu vamire…
Vatumwa Vatatu 1 Jehovha akazviratidza kuna Abhurahama pedyo nemiti mikuru yeMamure panguva yaakanga agere pamukova wokupinda patende rake masikati zuva richipisa. 2 Abhurahama akasimudza meso ake ndokuona varume vatatu vamire…
Sodhomu neGomora zvinoparadzwa 1 Vatumwa vaviri vakasvika muSodhomu madekwana, uye Roti akanga agere pasuo reguta. Akati achivaona, akasimuka kuti andosangana navo uye akakotamisa uso hwake pasi. 2 Akati, “Madzishe angu,…
Abhurahama naAbhimereki 1 Zvino Abhurahama akabvapo akapinda mudunhu rokuNegevhi akandogara pakati peKadheshi neShuri. Akagara muGerari kwechinguva, 2 uye ikoko Abhurahama akati kumukadzi wake Sara, “Ihanzvadzi yangu.” Ipapo Abhimereki mambo weGerari…
Kuberekwa kwaIsaka 1 Zvino Jehovha akaitira Sara nyasha sezvaakanga areva, uye Jehovha akaitira Sara zvaakanga avimbisa. 2 Sara akava nemimba uye akaberekera Abhurahama mwanakomana munguva yokukwegura kwake, panguva chaiyo yakanga…
Abhurahama anoedzwa 1 Shure kwaizvozvo, Mwari akaedza Abhurahama. Akati kwaari, “Abhurahama!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.” 2 Ipapo Mwari akati, “Tora mwanakomana wako, mwanakomana wako mumwe oga, Isaka, iye waunoda,…
Kufa kwaSara 1 Sara akararama akasvika makore zana namakumi maviri namanomwe okuberekwa. 2 Akafira paKiriati Abha (ndiro Hebhuroni) munyika yeKenani, uye Abhurahama akandochema Sara uye akaungudza pamusoro pake. 3 Ipapo…
Isaka naRabheka 1 Zvino Abhurahama akanga akwegura uye ava namakore mazhinji, uye Jehovha akanga amuropafadza pazvinhu zvose. 2 Akati kumuranda wake mukuru womumba make, iye akanga ari mutariri wezvose zvaakanga…
Kufa kwaAbhurahama 1 Abhurahama akawana mumwe mukadzi, zita rake ainzi Ketura. 2 Iye akamuberekera Zimurami, Jokishani, Medhani, Midhiani, Ishibhaki naShua. 3 Jokishani akabereka Shebha naDhedhani; zvizvarwa zvaDhedhani zvakanga zviri vaAshuri,…
Isaka naAbhimereki 1 Zvino munyika makanga mune nzara, isati iri nzara iya yakatanga kuvapo panguva yaAbhurahama, uye Isaka akaenda kuna Abhimereki mambo wavaFiristia muGerari. 2 Jehovha akazviratidza kuna Isaka akati,…
Jakobho anowana Maropafadzo aIsaka 1 Isaka akati akwegura uye meso ake akanga aneta zvokuti akanga asisaoni, akadana Esau mwanakomana wake mukuru akati kwaari, “Mwanakomana wangu.” Iye akapindura akati, “Ndiri pano.”…