1 Samueri 22

Dhavhidhi paAdhuramu napaMizipa 1 Dhavhidhi akabva kuGati akatizira kubako reAdhuramu. Hama dzake uye neveimba yababa vake vakazvinzwa, vakaburuka vakaenda ikoko kwaakanga ari. 2 Vose vaitambudzika kana kuti vaiva nezvikwereti, kana…

1 Samueri 23

Dhavhidhi anoponesa Guta reKeira 1 Dhavhidhi akati audzwa kuti, “Tarirai, vaFiristia vari kurwa neKeira uye vari kupamba zvirimwa pamapuriro,” 2 akabvunza Jehovha akati, “Ndoenda here kundorwa navaFiristia ava?” Jehovha akamupindura…

1 Samueri 24

Dhavhidhi anorega kuuraya Sauro 1 Shure kwokudzoka kwaSauro kundodzinganisa vaFiristia, akaudzwa kuti, “Dhavhidhi ari muRenje reEni Gedhi.” 2 Saka Sauro akatora zviuru zvavarume vakatsaurwa kubva muIsraeri yose akasimuka akaenda kundotsvaka…

1 Samueri 25

Dhavhidhi, Nabhari naAbhigairi 1 Zvino Samueri akafa, uye Israeri yose yakaungana ikamuchema; uye vakamuviga pamusha pake muRama. Ipapo Dhavhidhi akaburuka akaenda kuRenje reMaoni. 2 Mumwe murume weMaoni, uyo akanga ane…

1 Samueri 26

Dhavhidhi anoregazve kuuraya Sauro 1 VaZifi vakaenda kuna Sauro paGibhea vakati, “Ko, Dhavhidhi haana kuvanda pachikomo cheHakira, chakatarisana neJeshimoni here?” 2 Saka Sauro akaburuka akaenda kuRenje reZifi, ana varume zviuru…

1 Samueri 27

Dhavhidhi pakati pavaFiristia 1 Asi Dhavhidhi akafunga mumwoyo make, akati, “Rimwe ramazuva ano ndichaparadzwa noruoko rwaSauro. Chinhu chiri nani chandingaita ndechokutizira kunyika yavaFiristia. Ipapo Sauro acharega kunditsvaka muIsraeri yose, uye…

1 Samueri 28

Sauro noMuuki weEndori 1 Mumazuva iwayo vaFiristia vakaunganidza varwi vavo kuti vazorwa navaIsraeri. Akishi akati kuna Dhavhidhi, “Unofanira kunzwisisa kuti iwe navanhu vako muchaenda neni kuhondo.” 2 Dhavhidhi akati, “Ipapo…

1 Samueri 29

Akishi anodzosera Dhavhidhi kuZikiragi 1 VaFiristia vakaunganidza varwi vavo paAfeki, uye vaIsraeri vakadzika musasa patsime raiva paJezireeri. 2 Vatongi vavaFiristia pavaifamba namapoka avo amazana mazana uye ezviuru zviuru, Dhavhidhi navanhu…

1 Samueri 30

Dhavhidhi anoparadza vaAmareki 1 Dhavhidhi navanhu vake vakasvika kuZikiragi pazuva retatu. Zvino vaAmareki vakanga vakomba Negevhi neZikiragi. Vakanga varwisa Zikiragi vakaripisa, 2 uye vakanga vatapa vakadzi navose vakanga varimo, vose…

1 Samueri 31

Sauro anozviuraya 1 Zvino vaFiristia vakarwa navaIsraeri; vaIsraeri vakatiza pamberi pavo, uye vazhinji vakawira pasi vaurayiwa paGomo reGiribhoa. 2 VaFiristia vakasimbirira kwazvo kuteverera Sauro navanakomana vake, uye vakauraya vanakomana vake,…