1 Samueri 2

Munyengetero waHana 1 Ipapo Hana akanyengetera achiti: “Mwoyo wangu unofara muna Jehovha; muna Jehovha runyanga rwangu rwasimudzirwa kumusoro. Muromo wangu unotaura usingatyi pamusoro pavavengi vangu, nokuti ndinofarira ruponeso rwenyu. 2…

1 Samueri 3

Jehovha anodana Samueri 1 Mukomana uyu Samueri aishumira pamberi paJehovha ari pasi paEri. Mumazuva iwayo shoko raJehovha rakanga risinganzwiki-nzwiki, kwakanga kusina zviratidzo zvizhinji. 2 Rimwe zuva usiku, Eri akanga akavata…

1 Samueri 4

VaFiristia vanopamba Areka 1 Uye shoko raSamueri rakasvika kuIsraeri yose. Zvino vaIsraeri vakaenda kundorwa navaFiristia. VaIsraeri vakaungana paEbhenezeri, vaFiristia vakavaka misasa yavo paAfeki. 2 VaFiristia vakagadzirira varwi vavo kuti vandosangana…

1 Samueri 5

Areka muAshidhodhi nomuEkironi 1 Mushure mokunge vaFiristia vapamba areka yaMwari, vakaitora kubva kuEbhenezeri vakaenda nayo kuAshidhodhi. 2 Ipapo vakatakura areka vakapinda nayo mutemberi yaDhagoni vakaiisa parutivi rwaDhagoni. 3 Vanhu veAshidhodhi…

1 Samueri 6

Areka inodzoserwa kuIsraeri 1 Areka yaJehovha yakati yava nemwedzi minomwe iri munyika yavaFiristia, 2 vaFiristia vakadana vaprista navavuki vakati, “Toitei neareka yaJehovha? Tiudzei kuti toidzosera sei kunzvimbo yayo.” 3 Vakapindura…

1 Samueri 7

1 Saka varume veKiriati Jearimi vakauya vakatora areka yaJehovha. Vakaiendesa kuimba yaAbhinadhabhi pachikomo uye vakatsaura Ereazari mwanakomana wake kuti achengete areka yaJehovha. Samueri anokurira vaFiristia paMizipa 2 Areka yakaramba iri…

1 Samueri 8

VaIsraeri vanokumbira Mambo 1 Samueri akati akwegura, akagadza vanakomana vake kuti vave vatongi veIsraeri. 2 Zita redangwe rake rainzi Joere uye zita rowechipiri rainzi Abhia, uye vaishanda vari paBheerishebha. 3…

1 Samueri 9

Samueri anozodza Sauro 1 Kwakanga kuno murume worudzi rwaBhenjamini, ainzi Kishi mwanakomana waAbhieri, mwanakomana waZerori, mwanakomana waBhekorati, mwanakomana waAfia muBhenjamini, murume wesimba noumhare. 2 Aiva nomwanakomana ainzi Sauro, jaya raiyemurika…

1 Samueri 10

1 Zvino Samueri akatora chinu chamafuta akadurura pamusoro waSauro akamutsvoda uye akati, “Jehovha haana kukuzodza here kuti uve mutungamiri wenhaka yake? 2 Pauchabva pandiri nhasi, uchasangana navarume vaviri pedyo neguva…

1 Samueri 11

Sauro anonunura Guta reJabheshi 1 Nahashi muAmoni akakwidza akaenda kundorwisa Jabheshi Gireadhi. Zvino varume vose veJabheshi vakati kwaari, “Ita chibvumirano nesu tigova pasi pako.” 2 Asi Nahashi muAmoni akapindura achiti,…