Joshua 21

Maguta avaRevhi 1 Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba avaRevhi vakaenda kumuprista Ereazari, nokuna Joshua mwanakomana waNuni, nokuvakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana vaIsraeri. 2 PaShiro panyika yeKenani vakati kwavari, “Jehovha akarayira kubudikidza…

Joshua 22

Marudzi oKumabvazuva anodzokera kumusha 1 Zvino Joshua akadana vaRubheni navaGadhi norudzi rwehafu rwaManase 2 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarayirwa naMozisi muranda waJehovha uye makateerera zvose zvandakakurayirai. 3 Kwenguva refu, kusvikira…

Joshua 23

Joshua anoonekana naVatungamiri 1 Zvino mazuva mazhinji akati apfuura uye Jehovha akanga azorodza vaIsraeri pavavengi vavo vose vakanga vakavapoteredza, Joshua akanga akwegura kwazvo ava namakore mazhinji panguva iyoyo. 2 Akadana…

Joshua 24

Sungano inovandudzwa paShekemu 1 Ipapo Joshua akaunganidza marudzi ose aIsraeri paShekemu. Akadana vakuru vavaIsraeri, vatungamiri, vatongi, navatariri vavo vakazviisa pamberi paMwari. 2 Joshua akati kuvanhu vose, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri:…

Vatongi 1

VaIsraeri vanorwa navaKenani vakasara 1 Mushure mokufa kwaJoshua, vaIsraeri vakabvunza Jehovha vakati, “Ndiani pakati pedu achatanga kukwira kundorwa navaKenani?” 2 Jehovha akapindura akati, “Judha ngaaende; ndapa nyika mumaoko avo.” 3…

Vatongi 2

Mutumwa waJehovha paBhokimi 1 Mutumwa waJehovha akakwira achibva kuGirigari akaenda kuBhokimi akati, “Ndakakubudisai kubva muIjipiti uye ndikakutungamirirai munyika yandakapikira madzitateguru enyu. Ndakati, ‘Handichazomboputsi sungano yangu nemi, 2 uye imi musazoita…

Vatongi 3

1 Idzi ndidzo ndudzi dzakasiyiwa naJehovha kuti aedze vaIsraeri vaya vose vakanga vasina kumboziva kana hondo ipi zvayo muKenani, 2 (akaita izvi bedzi kuti adzidzise zvehondo kuzvizvarwa zvavaIsraeri izvo zvakanga…

Vatongi 4

Dhibhora 1 Shure kwokufa kwaEhudhi, vaIsraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha. 2 Saka Jehovha akavatengesa mumaoko aJabhani, mambo weKenani, aitonga ari muHazori. Mukuru wehondo yake akanga ari Sisera, uyo aigara muHarosheti…

Vatongi 5

Rwiyo rwaDhibhora 1 Nomusi uyo Dhibhora naBharati mwanakomana waAbhinoami vakaimba rwiyo urwu runoti: 2 “Kana machinda aIsraeri achitungamirira, kana vanhu vachizvipira pachavo Jehovha, ngaarumbidzwe!” 3 “Inzwai izvi, imi madzimambo! Teererai…

Vatongi 6

Gidheoni 1 VaIsraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha, uye iye akavaisa mumaoko avaMidhiani kwamakore manomwe. 2 Nokuda kwokuti ruoko rwavaMidhiani rwakavadzvinyira kwazvo, vaIsraeri vakazvigadzirira nzvimbo dzokuvanda mumakomo, mumapako uye nenhare. 3…