Genesisi 8

1 Asi Mwari akarangarira Noa nemhuka dzose dzesango nezvipfuwo zvakanga zvinaye muareka, uye akatuma mhepo pamusoro penyika, uye mvura zhinji ikaserera. 2 Zvino zvitubu zvepakadzika uye masuo amafashamu okudenga zvakanga…

Genesisi 9

Sungano yaMwari naNoa 1 Ipapo Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekanai muwande uye muzadze nyika. 2 Mhuka dzose dzenyika neshiri dzose dzedenga dzichakutyai nokukuvhundukai, zvisikwa zvose zvinokambaira panyika,…

Genesisi 10

Nhoroondo yeNdudzi 1 Iyi ndiyo rondedzero yamarudzi aShemu, Hamu naJafeti, vana vaNoa, avo vakaitawo vanakomana mushure mamafashamu. VaJafeti 2 Vanakomana vaJafeti vanoti: Gomeri, Magogi, Madhai, Javhani, Jubhari, Mesheki naTirasi. 3…

Genesisi 11

Shongwe yeBhabheri 1 Zvino nyika yose yakanga ino rurimi rumwe chete nokutaura kwakafanana. 2 Vanhu vakati vachitamira kumabvazuva, vakawana bani romuShinari uye vakagaramo. 3 Vakataurirana vakati, “Uyai, ngatiitei zvidhina tigozvipisa…

Genesisi 12

Kudanwa kwaAbhurama 1 Jehovha akanga ati kuna Abhurama, “Siya nyika yako, vanhu vako neimba yababa vako uye uende kunyika yandichakuratidza. 2 “Ndichakuita rudzi rukuru uye ndichakuropafadza; ndichaita kuti zita rako…

Genesisi 13

Abhurama naRoti vanoparadzana 1 Saka Abhurama akakwira achibva kuIjipiti akaenda kuNegevhi, nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo, uye Roti akaenda naye. 2 Abhurama akanga apfuma kwazvo pamombe nesirivha uye…

Genesisi 14

Abhurama anonunura Roti 1 Panguva iyoyo Amuraferi mambo weShinari, Arioki mambo weErasa, Kedhoraomeri mambo weEramu naTidhari mambo weGoyimi 2 vakaenda kundorwa naBhera mambo weSodhomu, Bhirisha mambo weGomora, Shinabhi mambo weAdhima,…

Genesisi 15

Sungano yaMwari naAbhurama 1 Shure kwaizvozvo shoko raJehovha rakasvika kuna Abhurama muchiratidzo richiti: “Usatya, Abhurama. Ndiri nhoo yako, mubayiro wako mukuru chaizvo.” 2 Asi Abhurama akati, “Haiwa Ishe Jehovha, muchandipeiko…

Genesisi 16

Hagari naIshumaeri 1 Zvino Sarai, mukadzi waAbhurama, akanga asina kumuberekera vana. Asi iye akanga ano murandakadzi wechiIjipita ainzi Hagari; 2 saka akati kuna Abhurama, “Jehovha akandikonesa kubereka vana. Enda hako…

Genesisi 17

Sungano yoKudzingiswa 1 Abhurama akati ava namakore makumi mapfumbamwe namapfumbamwe okuberekwa, Jehovha akazviratidza kwaari akati, “Ndini Mwari Wamasimba Ose; famba pamberi pangu uye uve wakarurama. 2 Ndichasimbisa sungano yangu pakati…