Numeri 1

Kuverengwa kwaVanhu 1 Jehovha akataura naMozisi muTende Rokusangana, vari murenje reSinai, nezuva rokutanga romwedzi wechipiri, mugore rechipiri shure kwokubuda kwavaIsraeri muIjipiti, achiti, 2 “Verenga ungano yose yavaIsraeri nedzimba dzavo uye…

Numeri 2

Urongwa hweMisasa yaMarudzi 1 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni: 2 “VaIsraeri vanofanira kuvaka musasa vakapoteredza Tende Rokusangana nechokure, mumwe nomumwe pasi pomureza wokwake nezviratidzo zvedzimba dzamadzibaba ake.” 3 Kumabvazuva, kwakanangana…

Numeri 3

VaRevhi 1 Iyi ndiyo nhoroondo yemhuri yaAroni naMozisi panguva iyo Jehovha akataura naMozisi paGomo reSinai. 2 Mazita avanakomana vaAroni aiva Nadhabhi dangwe rake, naAbhihu, naEreazari naItamari. 3 Ndiwo akanga ari…

Numeri 4

VaKohati 1 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni: 2 “Verenga vaKohati ivo bazi ravaRevhi nedzimba dzavo nemhuri dzavo. 3 Uverenge varume vose kubvira pane vane makore makumi matatu kusvikira pane vane…

Numeri 5

Kunatswa kwoMusasa 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Rayira vaIsraeri kuti vabudise mumusasa ani zvake ane chirwere cheganda romuviri kana kuerera kupi zvako, kana akasvibiswa nokuda kwechitunha. 3 Uvabudise vose…

Numeri 6

MuNaziri 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana murume kana mukadzi akada kuita mhiko yakasarudzika, iyo mhiko yokuzvitsaurira kuna Jehovha somuNaziri, 3 anofanira kusanwa waini nezvimwe…

Numeri 7

Zvipiriso zvokukumikidzwa kweTabhenakeri 1 Mozisi akati apedza kumisa tabhenakeri, akaizodza akaitsaura pamwe chete nemidziyo yayo yose. Akazodzawo nokutsaura aritari nemidziyo yayo yose. 2 Ipapo vatungamiri veIsraeri, vakuru vedzimba avo vakanga…

Numeri 8

Mwenje inotungidzwa 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taura naAroni uti kwaari, ‘Kana uchimisa mwenje minonwe, inofanira kuvhenekera nzvimbo iri mberi kwechigadziko chomwenje.’ ” 3 Aroni akaita saizvozvo; akamisa mwenje…

Numeri 9

Pasika 1 Jehovha akataura kuna Mozisi murenje reSinai mumwedzi wokutanga wegore rechipiri shure kwokubuda kwavo muIjipiti. Akati kwaari, 2 “Ita kuti vaIsraeri vapemberere Pasika panguva yakatarwa. 3 Muipemberere panguva yakatarwa,…

Numeri 10

Hwamanda dzeSirivha 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Ita hwamanda mbiri dzesirivha yakapambadzirwa, ugodzishandisa kudana ungano pamwe chete uye kuti mapoka afambe. 3 Dzikaridzwa dzose dziri mbiri, ungano yose inofanira…