Zvakazarurwa 19

Hareruya! 1 Shure kwaizvozvi, ndakanzwa inzwi kudenga rakaita somutinhiro wavazhinji zhinji richiti: “Hareruya! Ruponeso nokubwinya nesimba ndezvaMwari wedu, 2 nokuti kutonga kwake ndokwechokwadi uye kwakarurama. Akatonga chifeve chikuru chakaodza nyika…

Zvakazarurwa 20

Makore Chiuru 1 Uye ndakaona mutumwa achiburuka kubva kudenga, ane kiyi dzokugomba rakadzika zvisina mugumo uye akabata ngetani huru muruoko rwake. 2 Akabata shato, iyo nyoka yakare, anova ndiye dhiabhori,…

Zvakazarurwa 21

Jerusarema Idzva 1 Ipapo ndakaona denga idzva nenyika itsva, nokuti denga rokutanga nenyika yokutanga zvakanga zvapfuura, uye pakanga pasisina gungwa. 2 Ndakaona Guta Dzvene, Jerusarema idzva, richiburuka kubva kudenga richibva…

Zvakazarurwa 22

Rwizi rwoUpenyu 1 Ipapo mutumwa akandiratidza rwizi rwemvura youpenyu, inoonekera sekristaro, ruchiyerera kubva pachigaro chaMwari necheGwayana 2 pakati penzira huru yeguta. Parutivi rumwe norumwe rwerwizi pakanga pano muti woupenyu, waibereka…