Zvakazarurwa 9
1 Mutumwa weshanu akaridza hwamanda yake, uye ndikaona nyeredzi yakanga yawira panyika ichibva kudenga. Nyeredzi yakapiwa kiyi yegomba rakadzika zvisina mugumo. 2 Akati azarura gomba rakadzika zvisina mugumo, utsi hwakabuda…
1 Mutumwa weshanu akaridza hwamanda yake, uye ndikaona nyeredzi yakanga yawira panyika ichibva kudenga. Nyeredzi yakapiwa kiyi yegomba rakadzika zvisina mugumo. 2 Akati azarura gomba rakadzika zvisina mugumo, utsi hwakabuda…
Mutumwa neBhuku Duku Rakapetwa 1 Ipapo ndakaona mumwe mutumwa ane simba achiburuka kubva kudenga. Akanga akafukidzwa mugore, nomuraravungu pamusoro pake; chiso chake chakanga chakaita sezuva, uye makumbo ake akanga akaita…
Zvapupu Zviviri 1 Ndakapiwa rutsanga rwakaita setsvimbo yokuyera uye ndikaudzwa kuti, “Enda undoyera temberi yaMwari uye nearitari, ugoverenga vanamati vari imomo. 2 Asi usiye ruvazhe rwokunze; usaruyera, nokuti rwakapiwa kuvaHedheni….
Mukadzi neShato 1 Chiratidzo chikuru uye chinoshamisa chakaonekwa kudenga: mukadzi akanga akapfeka zuva, uye mwedzi uri pasi petsoka dzake, nekorona ine nyeredzi gumi nembiri pamusoro wake. 2 Akanga ane mimba…
1 Uye shato yakamira pamahombekombe egungwa. Chikara chakabva muGungwa Uye ndakaona chikara chichibuda mugungwa. Chakanga chine nyanga gumi nemisoro minomwe, nekorona gumi panyanga dzacho, uye pamusoro mumwe nomumwe paiva nezita…
Gwayana naVanhu Zviuru Zana Namakumi Mana Navana 1 Ipapo ndakatarisa, uye ipapo pamberi pangu pakanga pane Gwayana, rimire paGomo reZioni, uye rakanga rina vanhu zviuru zana namakumi mana navana vakanga…
Vatumwa Vanomwe naMatenda Manomwe 1 Ndakaona kudenga chimwe chiratidzo chikuru chinoshamisa ichi: vatumwa vanomwe namatambudziko manomwe okupedzisira, nokuti nawo hasha dzaMwari dzakapera. 2 Uye ndakaona chaitaridzika segungwa regirazi rakavhenganiswa nomoto…
Ndiro Nomwe dzoKutsamwa kwaMwari 1 Ipapo ndakanzwa inzwi guru richibva mutemberi richiti: kuvatumwa vanomwe, “Endai, mundodurura ndiro nomwe dzehasha dzaMwari panyika.” 2 Mutumwa wokutanga akaenda akandodurura ndiro yake panyika, uye…
Mukadzi akanga agere pamusoro peChikara 1 Mumwe wavatumwa vanomwe vakanga vane ndiro nomwe akauya kwandiri akati, “Uya ndizokuratidza kurangwa kwechifeve chikuru, chinogara pamusoro pemvura zhinji. 2 Naye, madzimambo enyika akaita…
Kuwa kweBhabhironi 1 Shure kwaizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achiburuka kubva kudenga. Akanga ane simba guru, uye nyika yakavhenekerwa nokubwinya kwake. 2 Akadanidzira nenzwi guru achiti: “Rawa! Rawa Bhabhironi Guta Guru!…