3 Johani 1

1 Mukuru, Kushamwari yangu inodikanwa Gayo, wandinoda muchokwadi. 2 Mudikani shamwari, ndinonyengetera kuti uve noutano hwakanaka uye kuti zvose zvikunakire kunyange sokufara kwomweya wako. 3 Ndakafara kwazvo dzimwe hama padzakauya…

Judha 1

1 Judha, muranda waJesu Kristu uye munun’una waJakobho, Kuna vaya vakadanwa, vanodikanwa naMwari Baba uye vanochengetwa naJesu Kristu: 2 Ngoni, rugare norudo ngazviwande kwamuri. Chivi noKuparadzwa kwaVanhu Vasina Mwari 3…

Zvakazarurwa 1

Mavambo 1 Zvakazarurwa zvaJesu Kristu, zvaakapiwa naMwari kuti aratidze varanda vake zvinofanira kuitika nokukurumidza. Akazvizivisa nokutumira kwaakaita mutumwa wake kumuranda wake Johani, 2 iye anopupura zvose zvaakaona, iro shoko raMwari…

Zvakazarurwa 2

Kukereke yomuEfeso 1 “Kumutumwa wekereke iri muEfeso nyora kuti: Aya ndiwo mashoko aiye akabata nyeredzi nomwe muruoko rwake rworudyi uye anofamba pakati pezvigadziko zvinomwe zvemwenje: 2 ndinoziva mabasa ako, kubata…

Zvakazarurwa 3

Kukereke iri muSadhisi 1 “Kumutumwa wekereke iri muSadhisi nyora kuti: Aya ndiwo mashoko aiye akabata mweya minomwe yaMwari uye nenyeredzi nomwe. Ndinoziva mabasa ako; unonzi uri mupenyu, asi wakafa. 2…

Zvakazarurwa 4

Chigaro choUshe choKudenga 1 Shure kwaizvozvi ndakatarisa, uye ipapo pamberi pangu pakanga pano mukova wakanga wakazaruka kudenga. Uye inzwi randakanzwa richitaura kwandiri rakanga rakaita sehwamanda, rakati, “Kwira kuno, ndigokuratidza zvinofanira…

Zvakazarurwa 5

Gwayana neBhuku Rakapetwa 1 Ipapo ndakaona muruoko rworudyi rwaiye akanga agere pachigaro choushe bhuku rakanga rakapetwa, rakanga rakanyorwa kumativi ose uye rakanamwa nezvisimbiso zvinomwe. 2 Uye ndakaona mutumwa ane simba…

Zvakazarurwa 6

Zvisimbiso 1 Ndakatarisa Gwayana paraizarura chimwe chezvisimbiso zvinomwe. Ipapo ndakanzwa chimwe chezvisikwa zvipenyu zvina chichiti nenzwi rainge romutinhiro, “Uya!” 2 Ndakatarira, uye ipapo pamberi pangu pakanga pane bhiza jena! Akanga…

Zvakazarurwa 7

Vanhu zviuru zana namakumi mana nezvina vanoiswa chisimbiso 1 Shure kwaizvozvi, ndakaona vatumwa vana vamire pamakona mana enyika, vakabata mhepo ina dzenyika kuti vadzivise mhepo ipi zvayo kuvhuvhuta panyika kana…

Zvakazarurwa 8

Chisimbiso cheChinomwe noMudziyo weZvinonhuwira weGoridhe 1 Akati azarura chisimbiso chechinomwe, kwakava nokunyarara kudenga kwenguva inenge hafu. 2 Uye ndakaona vatumwa vanomwe vanomira pamberi paMwari, uye vakapiwa hwamanda nomwe. 3 Mumwe…