VaGaratia 5

Kusununguka muna Kristu 1 Kristu akatisunungura kuti tive vakasununguka. Zvino, mirai nesimba, uye murege kuzviremedza zvakare nejoko routapwa. 2 Batai mashoko angu! Ini, Pauro, ndinokuudzai kuti kana muchidzingiswa, Kristu haachakosheswi…

VaGaratia 6

Kuita zvakanaka kuna vose 1 Hama dzangu, kana mumwe akabatwa ari muchivi, imi vari mumweya munofanira kumudzora nounyoro. Asi muzvingwarire pachenyu, kuti murege kuedzwa. 2 Takuriranai mitoro yenyu, uye nokudaro…

VaEfeso 1

1 Pauro, mupostori waKristu Jesu nokuda kwaMwari, Kuvatsvene vari muEfeso, vakatendeka muna Kristu Jesu: 2 Nyasha norugare zvinobva kuna Mwari Baba vedu nokuna Ishe Jesu Kristu ngazvive kwamuri. Maropafadzo oMweya…

VaEfeso 2

Takaitwa vapenyu muna Kristu 1 Kana muri imi, makanga makafa mukudarika kwenyu nomuzvivi, 2 izvo zvamaigara mazviri pamaitevera nzira dzenyika ino uye nedzomutongi woushe hwomuchadenga, iwo mweya unoshanda zvino muna…

VaEfeso 3

Pauro Muparidzi kuvaHedheni 1 Nokuda kwaizvozvi, ini Pauro, musungwa waKristu Jesu nokuda kwenyu imi vaHedheni: 2 Zvirokwazvo makanzwa zvokugoverwa kwenyasha dzaMwari dzakapiwa kwandiri nokuda kwenyu, 3 kuti chakavanzika chakaziviswa kwandiri…

VaEfeso 4

Kubatana muMuviri waKristu 1 Sezvo ndiri musungwa waShe, zvino ndinokukurudzirai kuti murarame upenyu hwakafanira kudanwa kwamakagamuchira. 2 Muzvininipise zvachose uye mupfave; muite mwoyo murefu, muchiitirana mwoyo murefu murudo. 3 Mushingaire…

VaEfeso 5

1 Naizvozvo, ivai vateveri vaMwari, savana vanodikanwa 2 uye murarame upenyu hworudo, sezvatakadikanwa naKristu akazvipa nokuda kwedu sechipiriso chinonhuwira uye sechibayiro kuna Mwari. 3 Asi pakati penyu hapafaniri kutaurwa kunyange…

VaEfeso 6

Vana naVabereki 1 Vana, teererai vabereki venyu muna She, nokuti ndizvo zvakanaka. 2 “Kudza baba namai vako,” ndiwo murayiro wokutanga une chipikirwa, 3 “kuti uitirwe zvakanaka uye kuti ugare upenyu…

VaFiripi 1

1 Pauro naTimoti, varanda vaKristu Jesu, Kuvatsvene vose muna Kristu Jesu vari paFiripi, pamwe chete navatariri navadhikoni vekereke: 2 Nyasha norugare zvinobva kuna Mwari Baba nokuna Ishe Jesu Kristu. Kuvonga…

VaFiripi 2

Kutevedzera Kuzvininipisa kwaKristu 1 Kana muine kurudziro inobva pakubata naKristu, kana paine kunyaradza kunobva parudo rwake, kana pano kuwadzana noMweya, kana paino unyoro netsitsi, 2 ipapo itai kuti mufaro wangu…