2 VaKorinde 8

Kupa kunokurudzirwa 1 Uye zvino, hama, tinoda kuti muzive pamusoro penyasha dzakapiwa naMwari kukereke dzeMasedhonia. 2 Pakati pokuedzwa kukuru, mufaro wavo mukuru nokushayiwa kwavo kukuru zvakaita kuti vape zvizhinji. 3…

2 VaKorinde 9

1 Handifaniri kunge ndichikunyorerai pamusoro poushumiri kuvatsvene. 2 Nokuti ndinoziva kuda kwamunako kuti mubatsire, uye ndakanga ndichizvirumbidza nokuda kwaizvozvo kuna veMasedhonia, ndichivaudza kuti kubvira gore rakapera, imi vari muAkaya makanga…

2 VaKorinde 10

Kuzvidavirira kwaPauro pamusoro poUshumiri hwake 1 Nounyoro nokuzvidzora kwaKristu, ndinokumbira zvikuru kwamuri, ini Pauro, “ndinotya” zvikuru kana ndichitarisana nemi chiso nechiso asi, “handityi” kana ndisipo! 2 Ndinokukumbirisai zvikuru kuti kana…

2 VaKorinde 11

Pauro naVapostori Venhema 1 Ndinovimba kuti muchava nomwoyo murefu zvishoma nokuda kwoupenzi hwangu; asi mava kutozviita kare. 2 Ndine godo pamusoro penyu negodo raMwari. Ndakakuitai vakavimbika kumurume mumwe chete, kuna…

2 VaKorinde 12

Chiratidzo chaPauro noMunzwa muMuviri Wake 1 Ndinofanira kuramba ndichizvirumbidza. Kunyange zvisina zvazvinobatsira, ndichapfuurira mberi ndigotaura pamusoro pezviratidzo nezvakazarurwa zvaShe. 2 Ndinoziva mumwe munhu ari muna Kristu, uyo makore gumi namana…

2 VaKorinde 13

Yambiro Yokupedzisira 1 Uku ndiko kuchava kushanya kwangu kwechitatu kwamuri. Nyaya yose inofanira kusimbiswa nezvapupu zviviri kana zvitatu. 2 Ndakakupai yambiro kare pandakanga ndinemi kechipiri. Zvino ndava kuzvipamhazve ndisipo: Pakuuya…

VaGaratia 1

1 Pauro mupostori, asina kutumwa zvichibva kuvanhu kana navanhu, asi naJesu Kristu uye naMwari Baba, iye akamumutsa kubva kuvakafa, 2 nehama dzose dzineni, Kukereke dziri muGaratia: 3 Nyasha norugare zvinobva…

VaGaratia 2

Pauro anogamuchirwa naVapostori 1 Mushure mamakore gumi namana ndakakwirazve kuJerusarema, panguva iyi ndakanga ndina Bhanabhasi. Ndakaendawo naTito. 2 Ndakaenda nokuda kwokuzarurirwa uye ndikarondedzera pamberi pavo vhangeri randakaparidza pakati pavaHedheni. Asi…

VaGaratia 3

Kutenda kana Kuchengeta Murayiro 1 Imi vaGaratia vokusafunga! Ndianiko akakuroyai? Jesu akaratidzwa pachena akarovererwa pamuchinjikwa pamberi penyu chaipo. 2 Ndinoda kuziva chinhu chimwe chete kubva kwamuri kuti: Makagamuchira Mweya nokuda…

VaGaratia 4

1 Zvandinoreva ndezvokuti kana mudyi wenhaka achiri mwana, haana kusiyana nenhapwa, kunyange hazvo ari muridzi wezvinhu zvose. 2 Ari pasi pavatariri navachengeti kusvikira panguva yakatarwa nababa vake. 3 Saizvozvowo, patakanga…