Revhitiko 8
Kugadzwa kwaAroni navanakomana vake 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Uya naAroni navanakomana vake, nguo dzavo, mafuta okuzodza nawo, hando yechipiriso chechivi, makondohwe maviri nedengu rine chingwa chisina mbiriso, 3…
Kugadzwa kwaAroni navanakomana vake 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Uya naAroni navanakomana vake, nguo dzavo, mafuta okuzodza nawo, hando yechipiriso chechivi, makondohwe maviri nedengu rine chingwa chisina mbiriso, 3…
Vaprista vanotanga ushumiri hwavo 1 Pazuva rorusere Mozisi akadana Aroni navanakomana vake navakuru veIsraeri. 2 Akati kuna Aroni, “Tora hando diki yechipiriso chako chechivi negondohwe rechipiriso chako chinopiswa zvose zvisina…
Kufa kwaNadhabhi naAbhihu 1 Zvino Nadhabhi naAbhihu, vanakomana vaAroni vakatora, mumwe nomumwe, hadyana yake yezvinonhuwira, vakaisamo moto, vakaisawo zvinonhuwira, vakaisa moto usingabvumirwi pamberi paJehovha zvaakanga asina kuvarayira. 2 Saka naizvozvo…
Zvokudya zvakachena nezvisina kuchena 1 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, 2 “Taurai kuvaIsraeri muti, ‘Pamhuka dzose dzinofamba panyika, idzi ndidzo dzamunogona kudya: 3 Munogona kudya mhuka ipi zvayo ina mahwanda,…
Kucheneswa mushure mokubereka mwana 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Uti kuvaIsraeri, ‘Mukadzi akava napamuviri akabereka mwanakomana, achava asina kuchena kwamazuva manomwe, sezvaanova asina kuchena paanoenda kumwedzi. 3 Pazuva rorusere…
Mirayiro pamusoro pezvirwere zveganda zvinotapukira 1 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, 2 “Kana ani naani akazvimba kana ane tumapundu kana chivara chichena paganda rake chinogona kunge chiri chirwere chinotapukira anofanira…
Kucheneswa paChirwere chaMaperembudzi 1 Jehovha akati kuna Mozisi: 2 “Iyi ndiyo mirayiro yomunhu ane chirwere panguva yake yokucheneswa kana auyiswa kumuprista: 3 Muprista anofanira kuenda kunze kwomusasa agomuongorora. Kana munhu…
Kurasa Zvinhu Zvinosvibisa 1 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, 2 “Taurai navaIsraeri muti kwavari, ‘Kana murume ane zvimwe zvinoerera, zvinobuda pamuviri wake, achava asina kunaka nokuda kwokuerera uku. 3 Kunyange…
Zuva roKuyananisira 1 Jehovha akataura naMozisi mushure mokufa kwavanakomana vaAroni vaviri avo vakafa pavakaswedera kuna Jehovha. 2 Jehovha akati kuna Mozisi, “Udza mukoma wako Aroni kuti asangopinda paanodira muNzvimbo Tsvene-tsvene…
Kudya ropa kunorambidzwa 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taura kuna Aroni navanakomana vake nokuvaIsraeri vose uti kwavari, ‘Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha: 3 MuIsraeri upi zvake anobayira nzombe, gwayana kana…