1 VaKorinde 4

Vapostori vaKristu 1 Saka naizvozvo, vanhu vanofanira kutiona savaranda vaKristu uye savaya vakaitwa vachengeti vezvakavanzika zvaMwari. 2 Zvino zvakafanira kuti vaya vakapiwa utariri vave vakatendeka. 3 Chinhu chiduku duku kwandiri…

1 VaKorinde 5

Dzingai hama iri kuita upombwe 1 Zvinonzi pakati penyu pane upombwe, uye upombwe hworudzi rusakambonzwikwa kunyange pakati pavahedheni: Munhu anorara nomukadzi wababa vake. 2 Uye munozvikudza! Mungadai musingachemi here uye…

1 VaKorinde 6

Kukwidzana kumatare edzimhosva pakati pavatendi 1 Kana mumwe wenyu ane mhosva nomumwe, angatsunga here kumukwirira kumatare avasakarurama pano kumukwirira kuvatsvene? 2 Hamuzivi here kuti vatsvene vachatonga nyika? Zvino kana muchazotonga…

1 VaKorinde 7

Waniso 1 Zvino pamusoro pezvinhu zvamakandinyorera, ndinoti: Zvakanaka kuti munhu arege kuwana mukadzi. 2 Asi nokuda kwoupombwe, murume mumwe nomumwe ngaave nomukadzi wake, nomukadzi mumwe nomumwe ngaave nomurume wake. 3…

1 VaKorinde 8

Zvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo 1 Zvino, pamusoro pezvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo: Tinoziva kuti tose tino ruzivo. Ruzivo runouyisa kuzvikudza, asi rudo runovaka. 2 Munhu anofunga kuti anoziva chinhu achigere kuziva zvaanofanira kuziva….

1 VaKorinde 9

Kodzero dzoMupostori 1 Handina kusununguka here? Handizi mupostori here? Handina kuona Jesu Kristu Ishe wedu here? Imi hamuzi chibereko chebasa rangu muna She here? 2 Kunyange zvangu ndisiri mupostori kuna…

1 VaKorinde 10

Yambiro inobva paNhoroondo yavaIsraeri 1 Nokuti hama, dzangu, handidi kuti murege kuziva kuti madzibaba edu ose akanga ari pasi pegore uye kuti vose vakayambuka gungwa. 2 Vose vakabhabhatidzwa muna Mozisi…

1 VaKorinde 11

1 Teverai muenzaniso wangu, sezvandinotevera muenzaniso waKristu. Zvinofanira kuitwa paKunamata 2 Ndinokurumbidzai nokuti munondirangarira pazvinhu zvose, uye muchichengeta dzidziso, sezvandakakudzidzisai. 3 Zvino ndinoda kuti muzive kuti musoro womurume wose ndiKristu,…

1 VaKorinde 12

Zvipo zvoMweya 1 Zvino pamusoro pezvipo zvoMweya, hama, handidi kuti muve musingazivi. 2 Munoziva kuti pamakanga muri vahedheni, makanga muchitungamirirwa uye nokutsauswa muchiiswa kuzvifananidzo zvisingagoni kutaura. 3 Naizvozvo ndinokuudzai kuti…

1 VaKorinde 13

Rudo Uye zvino ndichakuratidzai nzira yakanaka kupfuura dzose. 1 Kunyange ndikataura nendimi dzavanhu nedzavatumwa, asi kana ndisina rudo, ndakaita sedare rinorira kana ndarira dzinongoti ngwerengwere. 2 Kana ndine chipo chokuprofita…