Mabasa aVapostori 28

Pauro paMarita 1 Takati tasvika zvakanaka kumahombekombe, takazoziva kuti chitsuwa ichi chainzi Marita. 2 Vanhu vomuchitsuwa ichi vakatiitira tsitsi dzinoshamisa. Vakavesa moto vakatigamuchira tose nokuti kwakanga kuchinaya uye kuchitonhora. 3…

VaRoma 1

1 Pauro, muranda waJesu Kristu, akadanwa kuti ave mupostori uye akatsaurirwa vhangeri raMwari, 2 vhangeri raakavimbisa kare kubudikidza navaprofita vake muMagwaro Matsvene 3 pamusoro poMwanakomana wake, uyo pakuberekwa kwake somunhu…

VaRoma 2

Kutonga kwaMwari kwakarurama 1 Naizvozvo, iwe unotonga mumwe munhu hauna pembedzo, nokuti pachinhu chipi nechipi chaunotonga mumwe nacho, unozvipa mhosva iwe, nokuti iwe unotonga, unoita zvinhu zvimwe chetezvo. 2 Zvino…

VaRoma 3

Kutendeka kwaMwari 1 Ko, muJudha anopfuura vamwe pakudii, uye kudzingiswa kunobatsireiko? 2 Zvizhinji nemitowo yose! Pakutanga, ndivo vakapiwa mashoko aMwari chaiwo. 3 Ko, kana vamwe vasina kutenda? Kusatenda kwavo kungakonesa…

VaRoma 4

Abhurahama akaruramiswa noKutenda 1 Zvino tichati Abhurahama, tateguru wedu, panyama akawaneiko pazviri? 2 Nokuti dai Abhurahama akashayirwa mhosva namabasa, angadai aine chinhu chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari. 3 Ko,…

VaRoma 5

Rugare noMufaro 1 Naizvozvo, zvatinoshayirwa mhosva nokutenda, tino rugare naMwari kubudikidza naIshe wedu Jesu Kristu, 2 watakawana naye mapindiro, nokutenda, munyasha idzi dzatakamira madziri zvino. Uye tinofara mutariro yokubwinya kwaMwari….

VaRoma 6

Kufa kuchivi, kuva mupenyu muna Kristu 1 Zvino tichatiiko? Toramba tichiita zvivi here kuti nyasha dziwande? 2 Kwete napaduku pose! Takafa kuzvivi; tingararama sei mazviri zvakare? 3 Ko, hamuzivi here…

VaRoma 7

Muenzaniso weWaniso 1 Hamuzivi here, hama, nokuti ndiri kutaura kuvanhu vanoziva murayiro, kuti murayiro une simba pamusoro pomunhu panguva yose yaanenge ari mupenyu chete? 2 Somuenzaniso, mukadzi akawanikwa akasungwa nomurayiro…

VaRoma 8

Upenyu muMweya 1 Naizvozvo zvino, hakuchina kupiwa mhosva kuna vari muna Kristu Jesu, 2 nokuti kubudikidza naKristu Jesu murayiro woMweya woupenyu wakandisunungura kubva pamurayiro wechivi norufu. 3 Nokuti zvakanga zvisingakwaniswi…

VaRoma 9

Kusarudza kwaMwari 1 Ndinotaura chokwadi muna Kristu, handirevi nhema, hana yangu inondipupurira muMweya Mutsvene 2 ndino kusuwa kukuru kwazvo neshungu dzisingaperi mumwoyo mangu. 3 Nokuti ndinoshuva kuti dai ini pachangu…