Mabasa aVapostori 18

Pauro paKorinde 1 Shure kwaizvozvo, Pauro akabva paAtene akaenda kuKorinde. 2 Ikoko akandosangana nomuJudha ainzi Akwira chizvarwa chePondasi, akanga achangobva kuItari nomukadzi wake Pirisira, nokuti Kiraudhio akanga arayira kuti vaJudha…

Mabasa aVapostori 19

Pauro paEfeso 1 Aporosi paakanga achiri paKorinde, Pauro akafamba nomugwagwa wakanga uchipinda nomukati menyika akasvika paEfeso. Akawana vamwe vadzidzi ipapo 2 akavabvunza akati, “Makagamuchira Mweya Mutsvene here pamakatenda?” Ivo vakapindura…

Mabasa aVapostori 20

Pauro anoenda kuMasedhonia nokuGirisi 1 Bope rakati rapera, Pauro akadana vadzidzi, uye shure kwokuvakurudzira, akaonekana navo akasimuka akaenda kuMasedhonia. 2 Akafamba nomumatunhu ayo, achitaura mashoko mazhinji okukurudzira vanhu, uye pakupedzisira…

Mabasa aVapostori 21

Pauro anoenda kuJerusarema 1 Shure kwokuparadzana kwedu navo, takaenda kugungwa tikandokwira chikepe tikananga kuKosi. Zuva rakatevera takaenda kuRhodzi uye tichibva ikoko takaenda kuPatara. 2 Takawana chikepe chaiyambuka chichienda kuFonisia, tikakwira…

Mabasa aVapostori 22

1 “Hama nemi madzibaba, teererai kuzvidavirira kwangu zvino.” 2 Pavakanzwa achitaura kwavari nechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Ipapo Pauro akati, 3 “Ini ndiri muJudha, akaberekerwa kuTasasi yeSirisia, asi ndakarerwa muguta rino. Pasi…

Mabasa aVapostori 23

1 Pauro akatarisisa kuDare Guru ravaJudha akati kwavari, “Hama dzangu, ini ndakaita basa rangu kuna Mwari nehana yakanaka kusvikira zuva ranhasi.” 2 Ipapo muprista mukuru ainzi Ananiasi akarayira vaya vakanga…

Mabasa aVapostori 24

Pauro anomira pamberi paFerikisi 1 Mazuva mashanu akati apfuura, Ananiasi muprista mukuru akaburuka kuKesarea navamwe vakuru nerimwe gweta rainzi Teturo, vakataura mhosva dzavo pamusoro paPauro pamberi pomubati. 2 Pauro akati…

Mabasa aVapostori 25

Pauro anotongwa pamberi paFesitasi 1 Kwakati kwapera mazuva matatu mushure mokusvika kwake munyika iyo, Fesitasi akakwira kubva kuKesaria akaenda kuJerusarema, 2 vaprista vakuru navakuru vavaJudha vakamira pamberi pake vakapira mhosva…

Mabasa aVapostori 26

1 Ipapo Agiripa akati kuna Pauro, “Unotenderwa kuzvidavirira.” Saka Pauro akaninira noruoko rwake akatanga kuzvidavirira achiti, 2 “Mambo Agiripa, ndinoona kuti ndine rombo rakanaka kuti ndimire pamberi penyu nhasi ndichizvidavirira…

Mabasa aVapostori 27

Pauro anoenda kuRoma nechikepe 1 Kwakati kwarongwa kuti tiende nechikepe kuItari, Pauro navamwe vasungwa vakaiswa mumaoko omukuru wezana ainzi Juriasi akanga ari wehondo yaAgasito. 2 Takakwira chikepe chaibva kuAdhiramitiami chakanga…