Mabasa aVapostori 8

1 Uye Sauro akanga aripo achibvumirana nokufa kwake. Kereke inotambudzwa uye inoparadzirwa Nomusi uyo kutambudzwa kukuru kwakatanga pakereke yapaJerusarema, uye vose vakaparadzirwa muJudhea rose nomuSamaria. 2 Varume vaitya Mwari vakaviga…

Mabasa aVapostori 9

Kutendeuka kwaSauro 1 Zvichakadaro Sauro akanga ari mubishi rokutaura zvokuuraya vadzidzi vaShe. Akaenda kumuprista mukuru 2 akandomukumbira matsamba kuti agoenda nawo kumasinagoge okuDhamasiko, kuti kana akawana ani zvake ari weNzira…

Mabasa aVapostori 10

Koniriasi anodana Petro 1 PaKesaria pakanga pano mumwe murume ainzi Koniriasi, mukuru wezana weHondo yavaItaria. 2 Iye nemhuri yake vakanga vakazvipira uye vaitya Mwari; aipa kwazvo kuna vanoshayiwa uye ainyengetera…

Mabasa aVapostori 11

Petro anorondedzera Zvaakaita 1 Vapostori nehama dzomuJudhea yose vakanzwa kuti vahedheni vakanga vagamuchirawo shoko raMwari. 2 Saka Petro akati aenda kuJerusarema, vatendi vokudzingiswa vakamutsoropodza 3 vachiti, “Iwe wakapinda mumba yavanhu…

Mabasa aVapostori 12

Chishamiso choKubuda Mutorongo kwaPetro 1 Yakanga iri nguva inenge imwe cheteyo Mambo Herodhi paakasunga vamwe vaiva nhengo dzekereke, achida kuvatambudza. 2 Akanga aita kuti Jakobho mukoma waJohani aurayiwe nomunondo. 3…

Mabasa aVapostori 13

Bhanabhasi naSauro Vanotumwa 1 Mukereke yapaAndioki maiva navaprofita navadzidzisi vaiti: Bhanabhasi, Simeoni ainzi Nigeri, Rusiasi wokuSairini, Manaeni (akanga arerwa naHerodhi mubati) naSauro. 2 Pavakanga vachinamata Ishe uye vachitsanya, Mweya Mutsvene…

Mabasa aVapostori 14

Pauro naBhanabhasi paIkoniamu 1 PaIkoniamu Pauro naBhanabhasi vakasvikopinda musinagoge ravaJudha sezvavaisiita nguva dzose. Imomo vakataura zvinobata mwoyo kwazvo zvokuti vaJudha vazhinji navaHedheni vakatenda. 2 Asi vaJudha vakaramba kutenda vakamutsa mwoyo…

Mabasa aVapostori 15

Ungano paJerusarema 1 Vamwe varume vakauya vachibva kuJudhea vakaenda kuAndioki, uye vakanga vachidzidzisa hama vachiti: “Kunze kwokunge madzingiswa, maererano netsika yakadzidziswa naMozisi, hamungaponeswi.” 2 Izvi zvakasvitsa Pauro naBhanabhasi pakupesana kukuru…

Mabasa aVapostori 16

Timoti anobatana naPauro naSirasi 1 Akasvika kuDhebhe uyezve nokuRistira, kwaigara mudzidzi ainzi Timoti, mai vake vakanga vari muJudha uye vaiva mutendi, asi baba vake vakanga vari muGiriki. 2 Hama dzapaRistira…

Mabasa aVapostori 17

Pauro naSirasi muTesaronika 1 Vakati vapfuura nomuAmufipori neAporonia, vakasvika muTesaronika umo makanga mune sinagoge ravaJudha. 2 Setsika yake Pauro akapinda musinagoge, uye kwamaSabata matatu, akataurirana navo zvaibva muMagwaro, 3 achitsanangura…