Ruka 3

Johani Mubhabhatidzi anogadzira Nzira 1 Mugore regumi neshanu rokutonga kwaTibheriasi Kesari, Pondio Pirato paakanga ari mubati weJudhea, Herodhi ari mubati weGarirea, munun’una wake Firipi ari mubati weIturea neTirakoniti, uye Risania…

Ruka 4

Kuedzwa kwaJesu 1 Jesu, azere noMweya Mutsvene, akadzoka kubva paJorodhani akatungamirirwa noMweya mugwenga, 2 umo maakaedzwa naSatani kwamazuva makumi mana. Haana chaakadya pamazuva iwayo, uye pakupera kwamazuva iwayo akanzwa nzara….

Ruka 5

Kudanwa kwaVadzidzi Vokutanga 1 Rimwe zuva Jesu zvaakanga amire paGungwa reGenesareti, vanhu vakaungana vakamukomberedza vachiteerera kushoko raMwari, 2 uye akaona magwa maviri kumhenderekedzo dzegungwa, akanga asiyiwapo navabati vehove, vakanga vachisuka…

Ruka 6

Ishe weSabata 1 Rimwe Sabata Jesu akanga achifamba nomuminda yezviyo, uye vadzidzi vake vakatanga kunonga hura dzezviyo, vachidzipukuta mumaoko avo vachidya tsanga dzacho. 2 Vamwe vavaFarisi vakati, “Seiko muchiita zvisingatenderwi…

Ruka 7

Kutenda kwoMukuru weZana 1 Jesu akati apedza kutaura zvose izvi vanhu vachizvinzwa, akapinda muKapenaume. 2 Imomo maiva nomuranda womukuru wezana, uyo aidiwa chose natenzi wake, akanga achirwara uye ava kuda…

Ruka 8

Mufananidzo woMukushi 1 Shure kwaizvozvo, Jesu akafamba nomumaguta memisha, achiparidza vhangeri roumambo hwaMwari. Vane gumi navavari vakanga vanaye, 2 uye vamwewo vakadzi vakanga vaporeswa pazvirwere nemweya yakaipa vaiti: Maria (ainzi…

Ruka 9

Jesu anotuma vane Gumi naVaviri 1 Jesu akati aunganidza vadzidzi vake pamwe chete, akavapa simba nechikuriri kuti vadzinge madhimoni nokuporesa zvirwere, 2 akavatuma kuti vandoparidza umambo hwaMwari nokuporesa vairwara. 3…

Ruka 10

Jesu anotuma vana Makumi Manomwe 1 Shure kwaizvozvo Ishe akagadza vamwe makumi manomwe akavatuma achiita vaviri vaviri pamberi pake kumaguta nokunzvimbo dzose kwaakanga achizoenda. 2 Akati kwavari, “Kukohwa kukuru, asi…

Ruka 11

Kudzidzisa kwaJesu pamusoro poKunyengetera 1 Mumwe musi Jesu akanga achinyengetera ari pane imwe nzvimbo. Akati apedza, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Ishe, tidzidzisei kunyengetera, saJohani akadzidzisa vadzidzi vake.” 2 Iye…

Ruka 12

Jesu anorayira Vadzidzi Vake 1 Zvichakadaro, zviuru nezviuru zvakati zvaungana, zvokuti vakanga vava kutsikirirana, Jesu akatanga kutaura kuvadzidzi vake achiti, “Chenjererai mbiriso yavaFarisi, kunyengera. 2 Hakuna chinhu chakavanzika chisingazobudiswi pachena,…