Ekisodho 38
Aritari yeZvipiriso Zvinopiswa 1 Vakavaka aritari yezvipiriso zvinopiswa yamatanda omuakasia, yakakwirira makubhiti matatua; yakanga yakaenzana mativi ayo mana ina makubhiti mashanub pakureba uye namakubhiti mashanu paupamhi hwayo. 2 Vakagadzira runyanga…